Nqobile Tshili NATIONAL University of Science and Technology (NUST) ichatanga kugadzira midziyo inoshandiswa mukuvheneka ...
Tandayi Motsi VANHU vanodarika 33 000 kusvika pari zvino vabaiwa nhomba yechitatu (booster shot) yekudzivirira chirwere ...
Thandeka Moyo-Ndlovu NATIONAL Blood Service Zimbabwe (NBSZ) yakatarisana nedambudziko guru rekushomeka kweropa remhando ...
Ray Bande naTandayi Motsi NYANZVI dzezveutano dzinoti nhomba yechitatu yekudzivirira chirwere cheCovid-19 inokodzera ...
Thandeka Moyo-Ndlovu PANE kushushikana kukuru kuripo pamusoro penyaya dzekurambana kwevakaroorana muZimbabwe, apo vamwe ...
Munyori weKwayedza OKA reWorld Health Organisation Technical Advisory Group on Covid-19 Vaccine Composition rinoti ...
KANA uchirarama nehutachiona hweHIV, chinhu chikuru chaunofanira kuita kudzivirira kutapurira hutachiona uhu nekugara ...
Lumbidzani Dima VARWERE vakawanda veCovid-19 vari kupona kubva denda iri panguva iyo huwandu hwevari kubatwa nechirwere ...
Rumbidzayi Zinyuke PANGUVA iyo pasi rose riri mushishi yekudzivirira kupararira kwechirwere cheCovid-19, zvakakosha kuti ...
Thandeka Moyo-Ndlovu CHIKAMU chechina chechirwere cheCovid-19 (fourth wave), icho chakanyuka nekuda kwekuvepo kwemhando ...
Mukudzei Chingwere ZVIZVARWA zvemuZimbabwe zvakawanda zvakatevedzera matanho ekudzivirira kupararira kwechirwere ...
Tandayi Motsi VANHU vanodarika 5 900 kusvika pari zvino vabaiwa majekiseni echitatu (booster shots) ekudzivirira ...
Kingstone Mapupu SANGANO remachiremba echivanhu nemaporofita, reZimbabwe National Practitioners Association (ZINPA), ...
Nqobile Tshili ZIMBABWE yakatanga kubaya nhomba yechitatu (booster shots) yekudzivirira chirwere cheCovid-19 kuvashandi ...
ZIMBABWE ine vanhu vanosvika 1,3 miriyoni vari kurarama nehutachiona hweHIV. Zvakakosha kuti munhu atange kunwa ...
Kingstone Mapupu KUNYUKA kwechirwere cheCovid-19 kunonzi kwasimudzira kurimwa kwemishonga yechivanhu sezvo mimwe yacho ...
Abel Ndooka MURUME wekuMabvuku, muguta reHarare ari kutsvaga rubatsiro rweUS$9 000 yekuti arapwe gomarara reganda iro ...
Munyori weKwayedza NEZURO bedzi, Covid-19 yakauraya vanhu vakawandisa pazuva – 27 – kubvira pakatanga chirwere ichi ...
Tandayi Motsi VANHU vanodarika 3 miriyoni kusvika pari zvino vabaiwa majekiseni kana kuti nhomba dzekudzivirira chirwere ...
Colin Moyo SANGANO reRestaurant Operators Association of Zimbabwe (ROAZ) riri kupa nzvimbo dzaro kuti dzishandiswe ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>