TSIKA NEMAGARIRO

3 years ago | October 22, 2020

Kuzvikanga nemafuta senguruve

naWedzerai Nhemachena NGURUVE inozivikanwa semhuka ine mafuta akawanda. Naizvozvo, vanobika nyama yenguruve vanoziva ...

4 years ago | October 8, 2020

Ruzivo rwechivanhu nemamiriro emwaka

Muchaneta Chimuka KUBVA pasichigare, pane nzira dzechivanhu dzaishandiswa kuti vanhu vazive mamiriro achange akaita ...

4 years ago | October 1, 2020

Mutupo

Shiri Maokomavi

BEMBERA PADARE: Kutora zvevapfupi nekureba

KAZHINJI pamusha pakaita dambudziko, vanhu vanoita tsvagurudzo kuti vaone chapinda mumusha. Nedzimwe dzenguva, vamwe ...

4 years ago | September 10, 2020

Bembera Padare: Usarasike, ita rako basa

KANA vanhu vachifamba rwendo rwavasingazive kuti vari kuenda kupi, vachinoitei ikoko kwavari kuenda, nokuti ndiko ...

4 years ago | September 3, 2020

Gomana rochiva amai: ‘Anondipindira mubhedhuru’ ‘Orara ...

MURUME wekwaMutare ane makore 32 okuberekwa ari kupomerwa mhosva yekuchiva amai vake vekumubereka zvekusvika pakuda ...

Bembera Padare: Iva mubereki anoyemurika

KANA vanhu vari parwendo, asi vasingasvike, vanokahadzika kuti kwavari kuenda chaiko ndekupi nokuti vanenge vachiona ...

4 years ago | August 21, 2020

Akaponda mukuwasha

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ekwaNyamweda, kuMhondoro ari kuferefeta nyaya yatezvara weko ...

Akachena haatye kurehwa

naWedzerai Nhemachena POSE panotungamirwa vanhu hapashaikwe zvirehwa-rehwa — mungava mudzimba, mumakambani, mumakereke ...

4 years ago | July 18, 2020

Dzimwe tsika siyai: Mambo

Kingstone Mapupu MAMBO Nyamweda vekuMhondoro, kuMashonaland West, vari kukurudzira vagari vekudunhu ravo nevamwe ...

4 years ago | July 17, 2020

akafa arumwa nehuku. . . chitunha chikachema

Ray Bande ari kwaMUTARE CHITUNHA chemudzimai wekwaChigodora, kwaMutare — uyo akafa mushure mekunge arumwa nejongwe ...

Mutomati unomera panzira . . .

naWedzerai Nhemachena MUTOMATI unomera panzira inopfuura neruzhinji haudyiwe nemurimi wacho chete, asi chero nemupfuuri ...

4 years ago | May 22, 2020

Tachoboka: mahwindi

Kingstone Mapupu naPhillipa Mukome-Chinhoi VASHANDI vekumakombi — avo vanodaidzwa nekuti mahwindi — pamwechete nevaridzi ...

Zvinhu zvinoda kutaurirana

naWedzerai Nhemachena PAMUSHA, pakambani kana padunhu panoita njake-njake vanhu vakasataurirana kuti vari kuda kuita ...

4 years ago | March 12, 2020

Amitisa vanasikana vake 5

Murume anogara kumindamirefu yeWinimbi, kwaMambo Svosve, kuMacheke, ari kunzi ihuku iri kudya mazai ayo sezvo achinzi ...

4 years ago | March 5, 2020

Mukadzi kupa murume mari yekuti amuroore…‘Vakomana havasi ...

“Chinzwaka sha, ndatenga ring, iwe neni tave ‘engaged’ uye ndine $600 yandoda kukupa (kuti) unobvisa kumba kwedu ...

4 years ago | March 3, 2020

‘Mungori baba vezita’…70pc yevana handi venyu: DNA

Ongororo ye“deoxyribonucleic acid” (DNA) iyo yakaitwa neimwe kambani yemuno yakazvimirira pamusoro pekuti muridzi ...

4 years ago | January 24, 2020

Mbudzi kudya mufenje hufana nyina

Wedzerai Nhemachena KANA mubereki achionekwa nevana vake achidya huku yose ari oga mumba, vana vakatarisa, maitiro ...

4 years ago | January 10, 2020

Tevedza hurongwa hwegore

Bembera padare naWedzerai Nhemachena HURONGWA hunobva mukugara pasi sedare remusha, kambani kana senyika tichironga ...

4 years ago | December 27, 2019

Sare chitori chirwere• Anaro haaite mwana anopona • Haatane ...

Kingstone Mapupu “IWE, rega kuita sezvinonzi une sare!” Vamwe vanhu vanonzwikwa vachishorana kana kutukana vachidaro. ...