NHAU DZEVARIMI

4 mins ago | April 17, 2024

Hurumende yogovera matani 81 000 echibage

Precious Manomano HURUMENDE yakagadzirira kugovera matani 81 000 echibage kwemwedzi miviri iri kutevera kumhuri ...

1 week ago | April 9, 2024

Rimai mapindu: ZFU

Kingstone Mapupu SANGANO reZimbabwe Farmers Union (ZFU) rinokurudzira varimi kuti vasimbaradze mabasa ekurima mapindu ...

2 weeks ago | April 3, 2024

Mudzimai wekuBuhera oita zvinorova nebadza

Kingstone Mapupu MURIMI wechidzimai anogara mubhuku raMukoto, kwaMukondomi, kudunhu raMambo Makumbe, kuBuhera, anotenda ...

Murimi oti asimudzwa nePfumvudza

Kingstone Mapupu MURIMI wekuWard 15, kudunhu raMambo Nyamweda, kuMhondoro-Mubayira, ari kusimukira nechirongwa ...

2 weeks ago | April 2, 2024

Hurumende yobatsira varimi nechikafu chezvipfuyo

Judith Phiri HURUMENDE yapindira munyaya yekuchengetedza danga renyika nekubatsira varimi nechikafu chekuti ...

4 weeks ago | March 20, 2024

Mitengo yezvirimwa kumisika

Kingstone Mapupu INOTEVERA mimwe yemitengo yezvirimwa iri kuMbare Musika nekuLusaka Farmer’s Market, kuHighfield, ...

2 months ago | February 28, 2024

‘Fambisai zvipfuyo zviri pamutemo’

Muchaneta Chimuka BAZI rezveminda, kurima, hove, mvura nekusimudzirwa kwekumaruwa rinokurudzira varimi kuti vasiyane ...

2 months ago | February 15, 2024

Misika inotenga fodya yovhurwa

Kingstone Mapupu KAMBANI yeTobacco Industry and Marketing Board (TIMB) inoti mwaka wekutengeswa kwefodya wa2023/24 ...

3 months ago | January 31, 2024

Kurima kwePfumvudza kwadzinga nzara

Kingstone Mapupu HURUMENDE iri kurumbidzwa nekuda kwechirongwa chekubatsira varimi nezvekushandisa chePfumvudza izvo ...

3 months ago | January 27, 2024

Shandisai mukana uno kusakurira mbesa: ZFU 

Kingstone Mapupu SANGANO reZimbabwe Farmers Union (ZFU) rinoti zvakakosha kuti varimi vashandise mukana wekumbomira ...

3 months ago | January 24, 2024

‘Varimi ngwarirai African armyworm’

Muchaneta Chimuka HURUMENDE inoyambira varimi kuti vangwarire makonye emhando yeAfrican armyworm ayo ari kuparadza ...

3 months ago | January 7, 2024

‘Imhosva huru kusadhibhisa mombe’

Muchaneta Chimuka HURUMENDE inoyambira varimi kuti vadhibhise mombe dzavo senzira yekudzivirira zvirwere zvezvishambwe ...

4 months ago | January 1, 2024

Odzidzisa varimi kupfuya tsuro

Kingstone Mapupu NYANZVI munyaya dzezvekupfuya tsuro, VaGift Jambaya (48) — avo vanoita basa ravo vari kuStappleford, ...

4 months ago | December 31, 2023

‘Mari inobva muvhu’

Kingstone Mapupu MUGARI wekuRiverside, kwaSeke padyo neUnit O, kuChitungwiza, uyo anorima mhando dzakasiyana dzembesa ...

4 months ago | December 29, 2023

Voita mabhindauko ekurwisa kusanduka kwemamiriro ekunze

Muchaneta Chimuka ZVICHITEVERA kusanduka kwemamiriro ekunze, uko kuri kuuya nenzira dzakadai sekuwanda kana kushomeka ...

4 months ago | December 25, 2023

SADC yodzinga nzara nembeu dzemuno

. . . dzinotivirira muzuva, mvura shoma . . . dzichipawo vanhukadzi masimba naMuchaneta Chimuka “MVURA yanonoka kuturuka ...

4 months ago | December 21, 2023

Mitengo yezvirimwa iri kumisika

Kingstone Mapupu INOTEVERA mimwe yemitengo yezvirimwa iri kuMbare Musika nekuLusaka Farmers Market, kuHighfield, ...

4 months ago | December 18, 2023

Zimbabwe imwe yenyika dzine tungundu

Thandeka Moyo-Ndlovu SANGANO reWorld Health Organisation (WHO) rakadoma Zimbabwe seimwe yenyika shanu dziri pamusoro ...

4 months ago | December 12, 2023

‘Dyarai, mvura inonaya kusvika muKirisimasi’

Nqobile Tshili VARIMI vari mushishi kuita mabasa avo kumativi ose enyika zvichitevera kutanga kunaya kwakaita mvura ...

4 months ago | December 10, 2023

‘Ipai mombe mvura, chikafu’

Muchaneta Chimuka HURUMENDE, kuburikidza nechikamu cheDepartment of Veterinary Services (DVS), iri kukurudzira varimi ...