NHAU DZEVARIMI

3 years ago | September 9, 2021

India yotsigira varimi

Muchaneta Chimuka HURUMENDE yeIndia yotsigira sangano reUnited Nations World Food Programme (WFP) muZimbabwe neUS$1 ...

Dzosai zvikwereti: Masuka

Muchaneta Chimuka GURUKOTA rezveminda, kurima, hove, mvura nekusimudzirwa kwevagari vekumaruwa – Dr Anxious Masuka – ...

3 years ago | September 2, 2021

Gadziriro yeshoo yotanga 

Muchaneta Chimuka CHIRONGWA cheZimbabwe Agricutural Show che111 Edition gore rino chichaitwa kutanga nomusi wa27 Gunyana ...

3 years ago | August 22, 2021

‘Varimi dhibhisai zvipfuyo zvenyu’

Muchaneta Chimuka VARIMI vanokurudzirwa kuti varambe vachidhibhisa mombe dzavo kudzivirira zvirwere zvinokonzerwa ...

3 years ago | August 19, 2021

Kuchengetedza goho nemazvo

Muchaneta Chimuka GORE rino varimi vakawana goho guru rechibage, nyimo, nzungu, maringazuva, mapfunde nezvimwe ...

3 years ago | August 13, 2021

Zim yovandudza mabasa ekurima

Muchaneta Chimuka HURUMENDE iri kuedza kusimudzira kurimwa kwezvekudya zvinovaka muviri uye chikafu chinokwanirana ...

3 years ago | August 5, 2021

Dzidzo yezvekurima yoparurwa

Muchaneta Chimuka GURUKOTA rezveMinda, Kurima, Hove, Mvura Nekugariswa Kwevanhu Kumaruwa, Dr Anxious Masuka, svondo ...

3 years ago | July 16, 2021

Varimi musaungane: ZFU

Kingstone Mapupu SANGANO revarimi reZimbabwe Farmers Union (ZFU) rinoyambira nhengo dzaro kuti dzimbomira mabasa anoita ...

3 years ago | July 12, 2021

Fodya yopedziswa kutengeswa

Muchaneta Chimuka MWAKA wekutengeswa kwefodya wasvika kumagumo apo misika ichavhara nemusi weChitatu svondo rino uye ...

3 years ago | June 30, 2021

‘Hatidi varimi vanoungana’

Kingstone Mapupu SANGANO reZimbabwe Farmers Union (ZFU) rinoti rasimbaradza matanho ekurwisa Covid-19 munzvimbo ...

3 years ago | June 24, 2021

‘Mabasa evarimi akanganiswa’

Muchaneta Chimuka CHIRWERE cheCovid-19 chinonzi chiri kukanganisa zvikuru varimi panyaya dzemabhindauko ekutengesarana ...

Zvakakoshera kuongororesa ivhu

Muchaneta Chimuka ZIMBABWE ine mikana yakakura yekuwana goho guru rechikafu chekudya nechekutengesa kana varimi vachinge ...

3 years ago | June 22, 2021

Mari iri kuwedzera

Munyori weKwayedza MARI yepakati nepakati inowanikwa nevanhu vekumaruwa inonzi yakawedzera kakapetwa kaviri gore rino ...

3 years ago | June 17, 2021

Nzira dzekuti nyika igute

Muchaneta Chimuka GURUKOTA rezveminda, kurima, hove, mvura nekugariswa kwevanhu kumaruwa – Dr Anxious Masuka – nguva ...

Akasiya huticha kunorima

Kingstone Mapupu MURIMI anogara mumusha weRiverside Park, kuChitungwiza oita zvinorova nechibage chemuChirimo icho chave ...

Vopura mari nenguruve

Kingstone Mapupu MHURI yekumindamirefu yeYorkshire 11, kuHeadlands, kudunhu reManicaland iri kupunduka nebhindauko ...

Mitengo yezvirimwa

Malven Mugadzikwa MITENGO yezvirimwa nezvimwe kubva kuMbare Musika, muguta reHarare svondo rino: Mufushwa wemunyemba ...

Varimi vegorosi voyambirwa kudzora zvekushandisa

Muchaneta Chimuka VARIMI vegorosi, avo vari pasi pechirongwa chePresidential Winter Wheat Scheme neNational Enhanced ...

3 years ago | June 16, 2021

Fodya munguva yeCovid-19

Muchaneta Chimuka FODYA yatengeswa kubvira pakatanga mwaka wekutengeswa kwechirimwa ichi kusvika pari zvino inokosha ...

3 years ago | June 10, 2021

Pfumvudza yepiri yakaparurwa

Muchaneta Chimuka HURUMENDE yakaparura chirongwa chepiri chePfumvudza/Intwasa kuDomboshava nguva pfupi yadarika nedonzvo ...