Muchaneta Chimuka SENZIRA yekusimudzira nyaya dzakakosha dzekuwaniswa kwechikafu chegutsaruzhinji munyika pasi ...
Muchaneta Chimuka MUNYORI mukuru kubazi rezveminda, kurima, hove nekusimudzirwa kwemadiridziro uye kugariswa kwevanhu ...
Muchaneta Chimuka “NYUCHI dzinoruma, asi dzine mari.” Aya mashoko aMaud Kanengoni anova mumwe wevechidiki vekumaruwa avo ...
Kingstone Mapupu NYANZVI munyaya dzekupfuiwa kwetsuro, VaGift Jambaya (48) vekuStapleford – avo vaimboshandira kuMt ...
Kingstone Mapupu FODYA yatengeswa kumisika iri kumativi mana enyika kubva pakavamba mwaka wekutengeswa kwechirimwa ichi ...
Kingstone Mapupu BAZI rezveminda, kurima, hove, mvura nekusimudzirwa kwemaruwa riri kusimbaradza mabasa ekupfuiwa ...
Muchaneta Chimuka SANGANO reUnited Nations World Food Programme (WFP) riri kutsigira vanhu vanodarika 65 000 – kunyanya ...
Kingstone Mapupu SANGANO reZimbabwe Farmers Union (ZFU) rinokurudzira varimi kurima mbesa dzemuchirimo mumapindu idzo ...
Kingstone Mapupu INOTEVERA mimwe yemitengo yezvirimwa iri kuMbare Musika nekuLusaka Farmer’s Market iri ...
Kingstone Mapupu HUWANDU hwefodya yakatengeswa kumusika mumwaka uno hunonzi huri kuramba huchikwira kubva payatanga ...
Kingstone Mapupu VARIMI vekwaNyamweda, kuMhondoro, kuMashonaland West, vari kuchema-chema nekuda kwekufa kuri kuita ...
Tandayi Motsi VARIMI vakatanga kuendesa chibage kudura guru renyika reGrain Marketing Board (GMB) apo chibage chiri ...
Muchaneta Chimuka VARIMI vadiki vari kubatsirika zvikuru zvichitevera kuadzirwa kwemichina midiki yekurimisa ...
Muchaneta Chimuka HURUMENDE nemusi weChishanu yakazivisa mitengo mitsva yezvirimwa zvakadai sechibage, mbesa dzetsanga ...
Muchaneta Chimuka MUNYORI mukuru kubazi rezveminda, kurima, hove, mvura nekusimudzirwa kwemaruwa – Dr John Basera – ...
Kingstone Mapupu INOTEVERA mimwe yemitengo yezvirimwa zviri kuMbare Musika nekuLusaka Farmers’ Market, ...
Kingstone Mapupu MURIMI anogara kuRiverside, kuChitungwiza, nemhuri yake vari kuratidza chido chavo chekurima ...
Muchaneta Chimuka CHIKWATA chevashanyi kubva kusangano reFood and Agricultural Organisation (FAO) nevekunyika yeItaly ...
Muchaneta Chimuka VARIMI vakakunda vamwe kurima chibage, nzungu nezvimwe zvirimwa pasi pechirongwa chePfumvudza ...
Muchaneta Chimuka VARIMI vemudunhu reMidlands mwaka uno vakarima mahekita 469 408 echibage chinova chikamu ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey