Kingstone Mapupu KAMBANI ine mukurumbira wekutenga fodya munyika yeBoka Tobacco Auction Floors (BTF) inoti yakagadzirira ...
Muchaneta Chimuka GURUKOTA rebazi rezvekurima nekusimudzirwa kwemadiridziro, Dr Joseph Made, vanoti zvakakosha kuti pave ...
MURIMI wemumusha weProspect kuWaterfalls, muguta reHarare oita mbiri yekupfuya shiri dzezvihuta idzo ari kutengesera ...
SANGANO reZimbabwe Farmers Union rinoti varimi vanofanira kuve neruzivo rwakadzama pamusoro pemarimirwo efodya uye kuti ...
Kingstone Mapupu MAMBO Nyamweda, VaClaudious Mandaza, vekudunhu reMhondoro kuMashonaland West vanoti vose vanotanga moto ...
Daphne Machiri VARIMI vanosvika 810 vakapiwa zvitupa nguva pfupi yadarika mushure mekudzidziswa kupfuya nyuchi nedonzvo ...
Kingstone Mapupu SANGANO reZimbabwe Farmers Union rakakurudzira varimi kuti vashandise manyowa emupfudze muzvirimwa ...
SANGANO rinomirira varimi reZimbabwe Farmers Union rinoti kudzimwa-dzimwa kuri kuitwa magetsi parizvino kwakanganisa ...
RIMWE sangano rinoshanda nevarimi reVoice of Domestic Animals Trust (VODAT) rovakurudzira kuti vabate zvipfuyo zvavo ...
KAMBANI ine mukurumbira wekugadzira fetereza kubva mumanyowa yeNico Orgo yakabura fetereza itsva yepamusoro yeOrganic ...
Kingstone Mapupu KAMBANI ine mukurumbira wekuuchika mbeu dzakasiyana yeSeed Co Zimbabwe yokurudzira varimi kuti vatenge ...
Kingstone Mapupu VARIMI venzungu kubva kumativi mana enyika vowana mukana wekutengesa zvirimwa zvavo zviri nyore ...
Kingstone Mapupu MURIMI wechidiki kudunhu raMambo Bepura kuGuruve, kuMashonaland Central okurudzira vamwe vezera rake ...
HURUMENDE yeJapan yakatsigira mabasa ekurima muZimbabwe neUS$1,5 miriyoni kuburikidza neUN World Food Programme (WFP) ...
MASANGANO anomirira varimi akakurudzira kuti vachitanga gadziriro dzavo parizvino uye kuti vange vachirima mbeu ...
GURUKOTA rezvekurima nekusimudzirwa kwemadiridziro, Dr Joseph Made, vanorumbidza vari mumabhindauko ekuchengetwa kwehuku ...
MABHINDAUKO ekurima emadzimai kwaShe Gambiza kwaChiwundura, kuGweru obudirira zvikuru uye vari kuvandudza zvirimwa zvavo ...
KAMBANI yeZimbabwe National Water Authority (Zinwa) inoti zvakakosha kuti varimi vanyorese mvura yavanoshandisa yakaita ...
MABASA ekurima neimwewo budiriro zvinotarisirwa kusimukira zvikuru kudunhu reMhondoro zvichitevera rubatsiro rwemumwe ...
KAMBANI ine mukurumbira munyika muno wekuuchika mbeu dzezvirimwa zvakasiyana yeSeed Co yokurudzira varimi kuti varime ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey