VARIMI vefodya vakakurudzirwa kuti vave neruzivo rwakakwana rwemarimirwo echirimwa ichi kubvira pakudyara mbeu muminda ...
SHOO yevarimi yeHarare Agricultural Show yakatanga svondo rino neMuvhuro uye ichaitwa kwemazuva matanhatu kusvika neMugovera.
SANGANO reCluster Agricultural Development Services (CADS), rakabatana nereAfrican Deli Foods, rokurudzira varimi kurima ...
RIMWE sangano rakazvimirira roshanda nemadzishe, vemachechi, makambani anotengesa fodya pamwe nemapoka akasiyana ...
VARIMI vechidiki, kubva kumativi mana enyika, avo vanova nyanzvi mubasa ravo vakapihwa mibairo svondo rapera kuHarare ...
SANGANO reZimbabwe Agricultural Society rinoti shoo yevarimi yemuHarare ichange ichiitwa kubva musi wa24 Nyamavhuvhu ...
KAMBANI ine mukurumbira wekuwanisa kudya kwezvipfuyo yeAgrifoods yatambarara serunyemba sezvo yave kuwanikwa kumativi ...
KWAKANGE kusingadanwe anonzwa nguva pfupi yadarika kushoo yevarimi yekuMarirangwe kumakwikwi ekutaridzira zvakasiyana ...
VARIMI vechidiki pamwe nevanhukadzi vakakurudzirwa kuti vavandudze mabasa avo nekuita mabhindauko akaita sekupfuya tsuro ...
Kingstone Mapupu VARIMI vefodya vari kutsutsumwa zvikuru nekuchimbidza kuvharwa kwakaitwa mwaka wekutengesa chirimwa ...
Muchaneta Chimuka HURUMENDE ine hurongwa hwekuvharisa masiraha ose anotengesa nyama asina kunyoreswa zviri pamutemo ...
CHIRWERE chemahwanda chinonzi chakurumbira zvikuru kuzvipfuyo zvakaita semombe kumatunhu anoti Masvingo, Midlands, ...
BHIZIMUSI rekupfuya huku muZimbabwe rinotarisirwa kusimukira zvikuru zvichitevera mushandirapamwe wekambani yemuno ...
KAMBANI huru yefodya yeBoka Tobacco Floors (BTF) yoshanda nevemarori anotakura chirimwa ichi kubva kuvarimi kuendesa ...
VARIMI nemamwe masangano anoona nezvekudya pamwe nemakambani svondo rapera vakawana mukana yekupangana mazano ...
MABHINDAUKO ekurima eNgezi-Mamina Irrigation Scheme kuMhondoro odzokera kumashure zvichitevera chikwereti chemagetsi ...
Muchaneta Chimuka VARIMI vekuHwedza kudunhu reMashonaland East nevamwe vari kumativi mana enyika vari kushungurudzwa ...
Kingstone Mapupu FODYA yakatengeswa kumisika yose kubva pakavamba mwaka wekutengesa chirimwa ichi kusvika parizvino ...
ACHANGE ari makuwerere kudunhu reMarondera nguva iri kutevera apo varimi vechidzimai vanenge vachiratidzira zvirimwa ...
MATUNHU akasiyana akakurudzirwa kuti akoshese chirongwa cheZunde raMambo icho vanhu vanorima zvirimwa zvinozoiswa mudura ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey