NHAU DZEVARIMI

9 years ago | May 1, 2015

Gadziriro dzekurima gorosi dzotanga

Muchaneta Chimuka VARIMI vanokurudzirwa kuti vachitangisa gadziriro dzekurima gorosi remuchando parizvino kuitira kuti ...

Boka yorwisa huwori

Kingstone Mapupu KAMBANI yeBoka Tobacco Auction Floors (BTF) inoti mwaka uno yakatora matanho akasimba akananga kupedza ...

9 years ago | April 23, 2015

Kurima ngakuve bhizimisi: Kanhanga

 Malven Mugadzikwa VARIMI vefodya vakakurudzirwa kutora basa ravo sebhizimusi uye kushanda pamwe chete nemakambani ...

‘Rimai zvirimwa zvemuchirimo’

Kingstone Mapupu VARIMI vanokurudzirwa kushandisa mukana wemvura iri kunaya kuti varime mbesa dzemumwaka wechirimo idzo ...

Japan yakatsigira Zimbabwe neus$1,5m

Muchaneta Chimuka HURUMENDE yeJapan yakatsigira Zimbabwe nemari inosvika US$1,5 miriyoni kuburikidza neUnited Nations ...

9 years ago | April 16, 2015

‘Boka akaparura kurimwa kwefodya nevatema’

NHOROWONDO yebudiriro yekurimwa kwefodya nevanhu vatema muZimbabwe haikwanise kutaurwa pasina zita remushakabvu VaRodger ...

Vopunduka nekupfuya huku

CHIRONGWA chekupfuya huku chemumusha wekwaMutimusakwa kwaShe Chivero, kuMhondoro chosimukira zvikuru pamwe nekuvandudza ...

Nharembozha dzobatsira pakurima

KUPARURWA kwechirongwa chekushandisa nharembozha nevarimi pakudyidzana nekupanana mashoko akakosha kunonzi kwava ...

9 years ago | April 10, 2015

Seed Co yakahwapura mubairo

KAMBANI ine mbiri yekuuchika mbeu munyika yeSeed Co yakapihwa mubairo mukuru wekugona basa weZimbabwe’s Outstanding ...

Kurimwa kwemuriwo kosimbaradzwa

HURUMENDE yakazvipira kusimudzira pamwe nekusimbaradza mabasa ekurimwa kwemiriwo yakasiyana munyika. Izvi zvakataurwa ...

Zvirimwa zvakatsva

MAMWE Madzishe ekuGokwe ochema-chema nenyaya yekutsva kwakaita zvirimwa kuburikidza nezuva rakapisa mudunhu iri uye ...

9 years ago | April 2, 2015

Seed Co yakabura mbeu itsva

Muchaneta Chimuka KAMBANI ine mukurumbira wekuuchika mbeu munyika yeSeed Co Zimbabwe inoti icharamba ichibura mbeu itsva ...

Makororo ezvipfuyo arura

Kingstone Mapupu MAKORORO ezvipfuyo anonzi arura kudunhu raShe Nyamweda kuMhondoro uko varimi veko vave kutyira kuti ...

Varimi vefodya vobatsirwa

Kingstone Mapupu CHIRONGWA chekuyamura varimi vefodya nezvekurimisa icho chinokotsverwa nekambani yeBoka Tobacco Auction ...

9 years ago | March 27, 2015

‘Hatisi kufarira mutengo wefodya’

Kingstone Mapupu VARIMI vari kuchema-chema zvikuru nekuda kwekudzikira kwemutengo wefodya kubva pakatanga mwaka uno ...

Bazi roti zhizha raakupera

Kingstone Mapupu BAZI rinoona nezvemamiriro ekunze reZimbabwe Meteorological Services Department rinozivisa kuti mwaka ...

‘Hapana anoziya nenzara’

Muchaneta Chimuka HURUMENDE yakazvipira kuti munhu wose awane zvekudya zvakaringana kuburikidza nekusimudzira zvirongwa ...

9 years ago | March 20, 2015

Sangano ropa miti kuvarimi vefodya

Kingstone Mapupu RIMWE sangano rakazvimirira roshanda nevarimi vakasiyana, zvikuru vefodya, mukuvakurudzira kudyara miti ...

‘Varimi vadiki ngavatsigirwe’

Muchaneta Chimuka HURUMENDE pamwe nemasangano akasiyana yakakurudzirwa kutsigira zvizere varimi vadiki avo vari ...

9 years ago | March 13, 2015

‘Ngwarirai makoronyera’

Kingstone Mapupu VARIMI vefodya svondo rino vakayambirwa kuti vashandise mari yavo zvine hungwaru uye kuti vangwarire ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>