NHAU DZEVARIMI

9 years ago | January 23, 2015

Vezvidzidzo zvekurima voshaya mabasa

SANGANO rinomiririra varimi reZimbabwe Commercial Farmers Union rinoti riri kushushikana zvikuru pamusoro pekushaya ...

‘Musatenge mishonga yemikoto’

BAZI rezvekurima nekusimudzirwa kwemadiridziro rinoti riri kushushikana zvikuru nekutengeswa kuri kuitwa mimwe mishonga ...

9 years ago | January 16, 2015

‘Kupfuya mombe ibhizimisi chairo’

Kingstone Mapupu VARIMI vakakurudzirwa kuti vakoshese basa rekupfuya mombe semamwe mabhindauko ose ekurima nedonzvo ...

Varimi vatsva vefodya vowanda

Kingstone Mapupu VARIMI vatsva vanosvika 16 400 vakanyoresa kurima fodya mwaka uno wa2014/15 zvinorakidza kuti vakawanda ...

Makoronyera opfumiswa nemafashamu

Kingstone Mapupu MAKORONYERA anonzi ofamba achitenga zvipfuyo nemitengo yakaderera zvikuru kune dzimwe nzvimbo kudunhu ...

9 years ago | January 9, 2015

Zimbabwe Farmers Union yoyambira gmb

SANGANO rinomirira varimi reZimbabwe Farmers Union rakayambira kambani inotenga zvirimwa munyika muno yeGrain Marketing ...

Ishe vorwisa gukuravhu

ISHE Chihota vekudunhu reMarondera kuMashonaland East votungamirira pakudyarwa kwemiti mudunhu ravo rose uye vari ...

‘Shandisai fetereza zvine hugwaru’

VARIMI vakakurudzirwa kushandisa fetereza zvine hungwaru muminda yavo zvichitevera kunaya kwemvura zhinji mazuva ano ...

9 years ago | December 18, 2014

Kurimwa kwedonje kwodzikira

KURIMWA kwedonje munyika kuri kuramba kuchidzikira zvichitevera kuderera kwerutsigiro rwaimbopiwa varimi nemakambani ...

“Dyarururai zvirimwa zvisina kubuda’

VARIMI vane zvirimwa zvakaramba kumera zvakanaka nekuda kwekusanaya kwemvura zvakaringana uko kwanga kuchiitika munguva ...

Madhamu akazara nemvura: Zinwa

SANGANO reZimbabwe National Water Authority rakazivisa nezvehuwandu hwemvura iri mumadhamu enyika richiti hapasati pave ...

9 years ago | December 13, 2014

Mapurisa orumbidzwa nekupfuya huku

Abel Ndooka MAPURISA eZimbabwe Republic Police kuchikamu chePolice Protection Unit Northern District, muguta reHarare ...

Kurima gavakava/zivati kunobatsira

Clifford Tsigo KURIMA gavakava kana kuti zivati (aloe) kunobatsira zvikuru sezvo muto wacho uchinzi wakakosha panyaya ...

Zvipfuyo zvakarasika zvotengeswa

Kingstone Mapupu ZVIPFUYO zvakarasika ndokushaya varidzi kunharaunda yekanzuru yeManyame kuMashonaland East zvichange ...

9 years ago | December 5, 2014

‘Varimi vemukaka vanofanira kusimudzirwa’

MUTEVEDZERI wegurukota rinoona nezvekurima nekusimudzirwa kwemadiridziro kuchikamu chekuvandudzwa kwezvipfuyo, Cde Paddy ...

Zuva iro Santa Claus anouya kupurazi

Evans S. Zininga SEMUNHU agara munzvimbo dzemapurazi kwenguva yakareba ndinozivawo zvinhu zvinoitika gore negore. Chimwe ...

Kuparurwa kwechirongwa chekuchengetedza chikafu

CHIRONGWA cheFood and Agriculture Organisation (FAO) neAfrica Solidarity Trust Fund (ASTF) icho chine chinangwa ...

9 years ago | November 28, 2014

Dhamu idzva rovakwa

MABASA ekurima kwaSadunhu Chiveso kwaShe Musana, kuBindura anotarisirwa kusimudzirwa zvikuru zvichitevera kuvakwa kuri ...

Murimi oita zvinorova nemabhatanati

MUMWE murimi wechidiki wekwaMutoko oita zvinorova kuburikidza nekurima mabhatanati uye pari zvino akatarisira kuwana ...

Madhibhi oshomeka

VARIMI vekuWard 18 kudunhu raShe Saunyama, kuNyanga vari kuchema-chema zvikuru nekushomeka kwemadhibhi izvo vanoti ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>