Kingstone Mapupu KAMBANI huru inouchika mbeu munyika muno yeSeed Co yakakurudzira varimi kuti mwaka uno vamboedzawo ...
Steve Mapfumo MAKORE akawanda andashanda senyanzvi inoona nezvekushandiswa kwevhu andibatsira kudzidza zvizhinji munyika ...
Muchaneta Chimuka naDaphne Machiri SANGANO reNational Bio-technology Authority (NBA) riri kusimudzira nyaya dzekurima ...
Steve Mapfumo KUNYIKA dzakawanda dziri kurimwa fodya zvinotaridza kuti nharaunda dziri kukanganiswa, zvikuru apo varimi ...
VARIMI vanodarika 2 000 svondo rapera vakasimudzirwa zvikuru zvichitevera kupihwa kwavakaitwa zvekushandisa zvakaita ...
NYANZVI dzezvekurima dzakakurudzirwa kuti dzitsvage dzimwe nzira dzinoita kuti varimi varambe vachiwana pundutso mubasa ...
Chii chinonzi Intergrated Pest Management (IPM) ? Iyi inzira yekurwisa hudyi kana kuti tupukanana muzvirimwa kuburikidza ...
HURUMENDE yakakurudzirwa kuti itore matanho ekuona kuti varimisi kana kuti madhomeni vawana zvinhu zvakakwana ...
SANGANO reZimbabwe Farmers Union rinoti zvakakosha kuti varimi varime minda inoenderana nezvekushandisa zvavanenge ...
MASABHUKU ekunharaunda yekwaMusiiwa kwaShe Musana kuBindura ochema-chema nekuda kwevanhu vari kuchera pose-pose, ...
VARIMI vari mubhizimusi rekuchengeta nyuchi pamwe nekugadzira huchi vari kuchema-chema nekuda kwemakoronyera ayo vanoti ...
Steve Mapfumo MURIMI anobatsirikana zvikuru kana achigara achiona mafambiro ebasa papurazi rake achikoshesa utano ...
IMWE mhuri yekwaShe Chundu kuHurungwe yopunduka nekuda kwebhindaduko rekuchengeta huku iyo pari zvino ine huku ...
Steve Mapfumo VARIMI vanokurudzira kuvandudza mabasa avo nekurima zvimwe zvirimwa zvakaita sepaprika sezvo ichigona ...
VARIMI vemapindu kumatunhu eHurungwe neKariba, kuMashonaland West vosimudzirwa zvikuru nesangano rakazvimirira izvo ...
PANGUVA iyo vamwe vechidiki vari kuchema-chema nekuda kwekushomeka kwemabasa, mumwe murimi wezera ravo anogara kuBanket ...
Evans Zininga HURUMENDE nemasangano anomirira vashandi vemumapurazi pamwe nemamwe mapoka akasiyana zvinofanira kubatana ...
VARIMI vemasamba vanokwana 514 vekuHonde Valley, kuManicaland vakapihwa chiremerera chepamusoro cheUTZ and Rainforest ...
VARIMI vanopfuya nyuchi pasi rino vachange vaine musangano mukuru unove wekutanga kuitwa muZimbabwe wekupangana mazano ...
RIMWE sangano rakazvimirira reClimate Smart Trust rosimudzira mabasa ekurima kumativi mana enyika kuburikidza ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>