NHAU DZEVARIMI

10 years ago | August 7, 2014

Varimi veZvishavane vakapiwa mabhuru

Kingstone Mapupu VARIMI vanopfuya mombe kudunhu raShe Mapanzure, kuZvishavane vachabatsirikana zvikuru zvichitevera ...

10 years ago | July 31, 2014

Kurima fodya zvine hunyanzvi

SVONDO rapera sangano reZimbabwe Tobacco Seed Association rakatarisa marimirwo emhando ina dzepamusoro dzembeu yefodya ...

Gadziriro dzeshoo dzoitwa

GADZIRIRO dzeshoo yevarimi yeHarare Agricultural Show yegore rino iyo ichaitwa kubva musi wa22 Nyamavhuvhu kusvika 30 ...

10 years ago | July 24, 2014

Mhando dzembeu yefodya

SVONDO rapera sangano reZimbabwe Tobacco Seed Association rakapa varimi yambiro pamusoro pemhando mbiri dzembeu dzefodya ...

Murimi okururudzira magreen houses

MURIMI wechidzimai wekuMhondoro ane mukurumbira wekurima matomatisi okurudzirwa vamwe kuti vashandise mipanda yemagreen ...

Vaimbove vashandi voda minda

VAMWE vevaimbova vashandi vepamugodhi wakavhara weShackleton kuChinhoyi vanosvika 2 000 vochemerawo kupihwa minda sezvo ...

10 years ago | July 17, 2014

‘ Tanga gadziriro dzekurima fodya’

VARIMI vanokurudzirwa kutanga gadziriro dzekurima fodya dzemwaka unotevera mumwedzi waChikunguru uno sezvo ino iri nguva ...

Dhamu rofushirwa negukuravhu

BASA rekurima mapindu riri kuitwa nevarimi vanodarika 160 vekuMagunje, kuHurungwe reKebvunde Consolidated Gardens ...

‘Varimi nyoresai mazita patsva’

HURUMENDE iri kukurudzira varimi veA1 neA2 avo vakapihwa minda pasi pechirongwa chekugovera ivhu kuruzhinji kuti ...

N’anga yoti varimi ngavakoshese ongororo yevhu

IMWE n’anga yekuMt Darwin inova hurudza inoti zvakakosha kuti varimi vakagadzirire zvose zvinodiwa mubasa ravo zvakaita ...

10 years ago | July 11, 2014

Chenjedzo kuvarimi vechibage

VARIMI vekuHurungwe kuMashonaland West nevemamwe matunhu akasiyana munyika vakayambirwa kuti vangwarire makoronyera ari ...

Murimi ovandudza zvirimwa

MURIMI wekuHurungwe kuMashonaland West uyo akawaniswa munda nehurumende pasi pechirongwa chekugova ivhu patsva oronga ...

Zvimbambaira zvotadzisa kurima

VARIMI vekunzvimbo yakatevedza muganhu weZimbabwe neMozambique kudunhu raShe Chiswiti kuMukumbura vochema-chema ...

10 years ago | July 6, 2014

Madzimai oita mari nenyemba

MUSHANDIRAPAMWE wekurima wemadzimai weChimushonga Women In Agriculture kudunhu rashe Chiswiti kuMt Darwin woita ...

Varimi vefodya vobatsirwa

KAMBANI inotenga fodya munyika yeBoka Tobacco Auction Floors (BTF) yosimbaradza chirongwa chayo chekubatsira varimi ...

‘Mitengo yefodya haisi kufadza’

VAMWE varimi vefodya vari kugunun’una nekuda kwekudzikira kwange kwakaita mitengo yechirimwa ichi mwaka uchangodarika ...

10 years ago | June 26, 2014

Murimi ovandudza zvirimwa

MURIMI mukuru uyo anove zvakare mumiriri weBindura South mudare reNational Assembly, Cde Remigious Matangira, vovandudza ...

Vokusakura nekuzunza kumisika yefodya

MWAKA wekutengeswa kwefodya uchaguma svondo rino nemusi weChishanu (27 Chikumi), unova wakakurumidza kupera zvikuru kana ...

Vaive vashandi vemumugodhi vave hurudza

VAMWE vevaimbove vashandi vepamugodhi weTrojan Nickel Mine kuBindura vanosvika 724 vowana raramo kuburikidza nekurima ...

10 years ago | June 21, 2014

Kurimwa kwegorosi kwodzikira

SANGANO reZimbabwe Commercial Farmers Union rinoti kurimwa kwegorosi remuchando mwaka uno kunotarisirwa kudzikira ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>