Debra Matabvu naWallace Ruzvidzo ZVEKUSHANDISA zvevarimi vadiki pasi pechirongwa chePresidential Climate-Proofed ...
Kingstone Mapupu VARIMI vekudunhu raMambo Bota kuZaka, kuMasvingo vari kupunduka nekurima runinga kana kuti sesame ...
Muchaneta Chimuka SANGANO reZimbabwe Indigenous Women Farmers Trust (ZIWFT) rakatanga chirongwa chekudzidzisa varimi ...
Muchaneta Chimuka VARIMI vanoshandisa madiridziro vanokurudzirwa kuti varime gorosi rakawanda mwaka uno weChando senzira ...
Malven Mugadzikwa INOTEVERA mimwe yemitengo yezvirimwa nezvekurimisa iri kuMbare Msika nezvimwe zvitoro zviri muguta ...
Muchaneta Chimuka BAZI rinoona nezvezvipfuyo reDepartment of Veterinary Services (DVS) rinoti mombe dzinosvika 500 000 ...
Fungai Lupande ari kuCHIWESHE MURIMI wehove ava nemukurumbira wemubhuku raChinehasha, kuChiweshe anoti ane chinangwa ...
Muchaneta Chimuka ZIMBABWE iri kuratidza kubudirira zvikuru munyaya dzekurima pamwe nekuvandudza zvirimwa ichigadzira ...
Muchaneta Chimuka KURIMA mhiripiri kunonzi kunogona kupa murimi pundutso yakakura zvikuru kana dzikarimwa nehunyanzvi ...
Muchaneta Chimuka VARIMI vemombe dzenyama nedzemukaka pasi pechirongwa cheMafuro Safari Large Scale Diary Farming ...
Muchaneta Chimuka KAMBANI huru munyaya dzekuuchika mbeu munyika muno, yeSeed Co Zimbabwe, yakaita musangano wemazuva ...
Wimbainashe Zhakata VARIMI vekuNyanga vanokurudzirwa kudiridza mbesa dzavo husiku kuitira kudzivirira chando ...
Kingstone Mapupu VARIMI vefodya vanoyambirwa kuti vasashandise magrowers numbers evamwe pakutengesa chirimwa ichi ...
Kingstone Mapupu MADZIMAMBO ekudunhu reMashonaland West vabatana nemakambani nemasangano akazvimirira anoona nezvekurima ...
Kingstone Mapupu VARIMI vembambaira vari kukurudzirwa kukohwa zvirimwa zvavo nenzira chaidzo vachitevedzera zvinodiwa ...
Muchaneta Chimuka KAMBANI huru pakuuchika mbeu yeSeed Co, izere nekusuwa zvichitevera kufa kwaDr Ephraime Kudzaishe ...
Kingstone Mapupu MAMBO Chundu vekuHurungwe kuMashonaland West vanokumbira kuti kudunhu ravo kuwedzerwe misika ...
Muchaneta Chimuka BAZI rinoona nezveminda, kurima, hove, mvura nekusimudzirwa kwekumaruwa rinozivisa veruzhinji kuti ...
Kingstone Mapupu MUSIKA mutsva weFarmers and Traders Market uyo unowanikwa munhandare yeZimbabwe Show Society (ZAS) ...
Kingstone Mapupu MAMBO Goronga vekuNyamapanda kuMudzi, kudunhu reMashonaland East vari kukurudzira varimi kuti ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright