NHAU DZEVARIMI

2 years ago | November 10, 2021

Zhizha ratanga: ZFU

Kingstone Mapupu SANGANO reZimbabwe Farmers Union (ZFU) rinoyambira varimi kuti mwaka weZhizha watanga nekudaro ...

2 years ago | November 5, 2021

Varimi vowaniswa mashoko neICT

Muchaneta Chimuka BAZI rezveminda, kurima, hove, mvura nekugariswa kwevanhu kumaruwa pamwe nehomwe yeZimbabwe Resilience ...

2 years ago | November 3, 2021

Varimi vowaniswa mashoko neICT

Muchaneta Chimuka BAZI rezveminda, kurima, hove, mvura nekugariswa kwevanhu kumaruwa pamwe nehomwe yeZimbabwe Resilience ...

2 years ago | October 31, 2021

Covid yaondonga varimi vemombe

Muchaneta Chimuka HURUMENDE yakabatana nemasangano ari mubhizimusi rekuchengeta mombe pamwe nekugadzirwa kwemukaka ...

2 years ago | October 28, 2021

Shandisai ivhu nemazvo: Mambo

Kingstone Mapupu MAMBO Ngezi vekudunhu reMhondoro vari kutungamirira nemucherechedzo wakanaka panyaya dzekurima ...

Muzinda wekuuchika zvipfuyo wavhurwa

Muchaneta Chimuka MUZINDA wekuuchika mombe (Artificial Insemination Station) wakaparurwa kuChegutu nemusi weChishanu ...

3 years ago | October 26, 2021

Gadzirirai kurima: Seed Co

Muchaneta Chimuka KAMBANI ine mukumbira wekuuchika mbeu munyika muno yeSeed Co iri kukurudzira varimi kuti vaite ...

3 years ago | October 21, 2021

Vopunduka nemabhindauko

Munyori weKwayedza VAGARI vekwaChidikamwedzi Ward 28, kuMuzarabani vosimudzira raramo yavo kuburikidza nemabhindauko ...

Obudirira nechibage chemunyorondega

Kingstone Mapupu MURIMI wekudunhu raMambo Nemangwe, kuGokwe obudirira zvikuru nekurima chibage chemuchirimo nezvimwewo ...

Mudzimai oita zvinorova

Muchaneta Chimuka MABHIZIMUSI makuru akadai sekupfuya mombe kazhinji kacho anozivikanwa achiitwa nevanhurume, asi ...

3 years ago | October 17, 2021

‘Pfumvudza yaunza maguta’

Kingstone Mapupu VARIMI vekunzvimbo yakagariswa vanhu patsva yeNyamatani, kuMuzvezve kudunhu reSanyati vari kurumbidza ...

3 years ago | October 14, 2021

Voruzhinji vokurudzirwa kudyara miti

Muchaneta Chimuka VERUZHINJI vanokurudzirwa kudyara miti sezvo iine basa guru rinosanganisira kupa michero, kudzivirira ...

Kupfuya mbudzi kune mari

Muchaneta Chimuka BHINDAUKO rekupfuya mbudzi rinowanza kutorerwa pasi nevanhu vazhinji zvisinei nekuti rine mikana ...

3 years ago | October 6, 2021

65 vapedza zvidzidzo zvekurima

Muchaneta Chimuka VADZIDZI 65 avo vakabudirira kupedza zvidzidzo zvavo zvekurima paChibero College of Agriculture svondo ...

3 years ago | October 4, 2021

Garlic iri kufarirwa

Patrick Chitumba PANGUVA iyo chirwere cheCovid-19 chiri kukonzera matambudziko munyika muno nepasi rose, anosanganisira ...

3 years ago | October 3, 2021

Kupfuya huku kuri kubudirira

Muchaneta Chimuka BHINDAUKO rekupfuya huku dzenyama nedzemazai rinonzi riri kusimukira zvikuru panguva ino apo nyika ...

3 years ago | September 24, 2021

Vechidiki vodzidziswa mabasa ekurima

Muchaneta Chimuka ZVICHITEVERA kukanganiswa kweraramo yevechidiki vakawanda nekuda kwechirwere cheCovid-19 apo vamwe ...

3 years ago | September 23, 2021

Kupfuya tsuro kunopundutsa

Kingstone Mapupu NYANZVI munyaya dzekupfuya tsuro muHarare inoti yave kuvaka nzvimbo yekuuraira tsuro, nyama yacho ...

3 years ago | September 20, 2021

Pfumvudza yatiyambutsa: Varimi

Muchaneta Chimuka VARIMI vedonje vekumaruwa vari kupembedza chirongwa chePfumvudza nechePresidential Input Scheme ...

3 years ago | September 9, 2021

Varimi dhibhisai zvipfuyo zvenyu

Muchaneta Chimuka VARIMI vanokurudzirwa kuti varambe vachidhibhisa mombe dzavo kudzivirira zvirwere zvinokonzerwa ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>