Ongororo

3 years ago | December 31, 2020

Rongera gore ra2021

naWedzerai Nhemachena Munhu wese afarira kuuya kwegore idzva ra2021 aine chivimbo chikuru chekuti azadzise zvose ...

3 years ago | December 17, 2020

Maonero edu: Musaparadze nhaka yeZim

ZIMBABWE yakakomberwa zvikuru panyaya yezviwanikwa zvinoyevedza izvo zvinova nhaka yemusiidzanwa uye zvinobatsira ...

Bembera Padare: Zvikomo zvinopanana mhute

naWedzerai Nhemachena SVONDO rino dare riri kufamba nedonzvo rekugoverana mhute kunoita zvikomo zvakavakidzana. Kune ...

3 years ago | December 13, 2020

Maonero edu: Ngwarirai tsaona dzinouya Zhizha

MVURA pari zvino iri kunaya zvikuru kunzvimbo dzakawanda dzenyika izvo zvinoreva kutanga kwemwaka weZhizha uye varimi ...

Bembera padare: Gava richadambura musungo

naWedzerai Nhemachena MUKUGARA kwedu mumisha, mumatunhu kana mumakambani edu, tinoona kazhinji vanhu vachiita mujaho ...

3 years ago | December 3, 2020

Muvengi wako ndiwe

Wedzerai Nhemachena MAZWI matsva mumutauro wedu vatema kana vachena anomera nezvinoitika munharaunda dzatigere, mungava ...

3 years ago | November 26, 2020

Bembera Padare: Dziva guru idiva kamwe

naWedzerai Nhemachena PANE madziva anokwevera vanhu kuti vave neshungu dzekumbotivamo kuti vambotonhorerwa. Mhuka ...

Maonero Edu: Hondo yeCovid haisati yapera

KUBVIRA munaKurume gore rino, pasi rose riri kuchema-chema zvikuru nekuda kwechirwere cheCovid-19. Chirwere ichi ...

3 years ago | November 12, 2020

Maonero Edu: Ivai nehanya neupenyu

ZIMBABWE inonzi mudunhu reSouthern African Development Community (Sadc) ndiyo ine chikamu chevanhu vakawanda vari kufa ...

Bembera Padare: Gomo risina hukwiriko

naWedzerai Nhemachena NZVIMBO zhinji dzemuZimbabwe dzine makomo akasiyana mukukosha nekukura kwawo. Vafudzi vemombe kana ...

3 years ago | November 5, 2020

Maonero Edu: Covid-19: Zim iri mugwara

CHIRWERE cheCovid-19 chazengezana pasi rose uye chakonzera zvakare matambudziko makukutu anosanganisira kufa kwevanhu ...

3 years ago | October 29, 2020

Maonero Edu: Zvikoro musape Covid mukana

CHIKAMU chechipiri chezvikoro (Phase 2) chakavhurwa nemusi weMuvhuro uno kuvana veGrade 6, Fomu 3 ne5. Izvi zvinotevera ...

3 years ago | October 22, 2020

Budiriro yauya kuMbire

Kingstone Mapupu KANZURU yeMbire Rural District Council kudunhu reMashonaland Central inonzi iri kusimukira muzvirongwa ...

Maonero Edu: Musape mukana kudenda reCovid

KUBVIRA mumwedzi waKurume gore rino, Zimbabwe, sedzimwe nyika dzepasi rose, iri mushishi kurwisa chirwere cheCovid-19. ...

4 years ago | October 15, 2020

Maonero Edu: Munhukadzi ndiye upenyu

SVONDO rino tine nyaya inokahadzisa uye ichorovesa hana zvikuru — nyaya yemudzimai wechidiki wekuMabvuku, muguta ...

Bembera Padare: Huku ikadya mazai ayo

naWedzerai Nhemachena KANA huku ikakandira mazai, muridzi wayo anofara kuti huku dzake dzava kuzowanda. Huku dzinowanda ...

4 years ago | October 8, 2020

Maonero Edu: Kudeura ropa hakupfumise

NYAYA yekupondwa kwakaitwa mwana aive nemakore manonwe ekuberekwa wekwaMambo Mangwende, kwaMurehwa, nguva pfupi yadarika ...

4 years ago | October 1, 2020

MAONERO EDU: Dzingai nzara nePfumvudza

GADZIRIRO dzekurima dzemwaka wa2020-2021 dzave padanho repamusoro, zvikuru pasi pechirongwa chePfumvudza chekurima ...

4 years ago | September 24, 2020

Maonero Edu: Hwindi ibva wadzidza

SVONDO rino tine nyaya yekubatsirwa kuri kuitwa mahwindi nevatyairi vemakombi nerimwe sangano rakazvimirira nechinangwa ...

Bembera padare: Gudo guru peta musweGudo guru peta muswe

MAKUDO anogara semhuri semagariro atinoita vanhu. Gudo guru nerimwe zita rinonzi horomba.