Ongororo

9 years ago | October 9, 2015

Kushanda kwemutemo unorwisa mhirizhonga

KUDZIKWA kwakaitwa mutemo unorwisa mhirizhonga weDomestic Violence Act Chapter 5:16 nomusi wa25 Gumiguru 2007 ...

Mimba yaramba kubata

KUTANGA ndinoti kusimba kwamuri Tete Chipangamazano. Ndiri mudzimai ane makore 38 okuberekwa, ndakawanikwa uye ndine ...

9 years ago | October 1, 2015

MAONERO EDU: Musaise upenyu hwenyu panjodzi

NYAYA yekuchengetedza utano yakakosha zvikuru kunyangwe zvazvo kuine vamwe vanhu vanoita zvedambe nayo. Asi ...

zesa: Kudada kwevari mugomo

GUMIGURU atanga. Mwedzi unofadza nokuti gore rave kutopera, asi chinonyanyoita kuti unakidze ndechokuti ndiyo nguva ...

9 years ago | September 25, 2015

Kufunda handi mapepa bedzi

MUTUNGAMIRIRI wenyika President Mugabe vanoti dzidzo yemuZimbabwe inofanirwa kuvandudzwa kuitira kuti ifambirane ...

Bhegi remari nenyoka

SAKA kuita bhegi hazvireve mari chete, asi unogona kuita bhegi remari nenyoka! Kufanana nemamwe mabhegi atinongoona ...

9 years ago | September 17, 2015

MAONERO EDU: Chinyakare chinobatsira

SVONDO rino tine imwe nyaya iri pamusoro petsika yaitevedzwa pasichigare uye ichiri kuitwa nevamwe vanhu nhasi, tsika ...

9 years ago | September 11, 2015

MAONERO EDU: Maporofita nen’anga: Veruzhinji ngwarirai

MAZUVA ano vanhu vari kuzviti maporofita kana n’anga dzemandiriri vari kuwanda zvikuru. Vamwe vacho vanenge vaine makore ...

9 years ago | September 3, 2015

Zvinodhaka vana zviri kubvepi?

TIRI kukombera nhaurwa yatakavarura svondo rapfuura, nyaya yekuti vana vechikoro vari kunwa nokutora zvinodhaka ...

9 years ago | September 2, 2015

Hesi kabhebhi

KANA uri musikana ukakwaziswa uchinzi, “Hesi kabhebhi!” unopindura uchiti kudii? Kunzi kabhebhi kudiwa here? Ko muganhu ...

9 years ago | August 28, 2015

Mwari havatambe vachidaro

IMBWA HAIHUKURE SADZA na Ignatius Mabasa PANE zvinhu zviri kuitwa nevanhu mumachechi, asi zvinhu izvozvo hazvisi ...

MAONERO EDU: Nyaya dzebvunzo dzinoda kuwirirana

MaZUVA ano kune nyaya iri kutsviriridza zvikuru, nyaya yakatangwa namuzvinafundo Caiphus Nziramasanga yekuti vadzidzi ...

9 years ago | August 20, 2015

MAONERO EDU: Bhadhara mari mwana afunde

SVONDO rino tine nyaya mbiri dzine chekuita nekusimudzira dzidzo muZimbabwe. Yekutanga ndeyaMambo Chihota, avo vari ...

9 years ago | August 13, 2015

MAONERO EDU: Mwana wose ane kodzero yedzidzo

BAZI redzidzo yepuraimari nesekondari svondo rapera rakazivisa pamwe nekuyambira zvikoro kuti zvirege kuitisa vana ...

IMBWA HAIHUKURE SADZA: Ukafa unoenda kupi

MUSHURE mekunge mukuwasha wangu afa achiita sekuti ane vanhu vakanga vachimurambidza kupinda kune imwe nzvimbo yaaida ...

9 years ago | August 7, 2015

Kana ukafa unoendepi?

IMBWA HAIHUKURE SADZA MUSHURE mekunge mukuwasha wangu afa achiita sekuti ane vanhu vakanga vachimurambidza kupinda kune ...

MAONERO EDU: Zvikoro, vabereki shandai pamwe

ZIMBABWE inozivikanwa zvikuru pasi rose munyaya dzedzidzo. Ndiyo nyika iri pamusoro pedzimwe nyika dzose muAfrica pakuva ...

Cde jz Moyo vakabata basa guru

RIMWE remagamba akavigwa pamarinda eNational Heroes Acre ndiCde Jason “JZ” Ziyaphapha Moyo avo vaive mutevedzeri ...

9 years ago | July 31, 2015

Musasiire vana nhaka yekuroya

MAZUVA ano nyaya dzehuroyi dzinoratidza kuti dziri kuwanda uye dzafumuka zvikuru kana zvichienzaniswa nakare. Tinodaro ...

Itsitsi hwai kubvisa mwana wemvana madzihwa?

RAKAVE zinzwa wanzwa kuti pane munhu anyangarika mumusha weGlen View 7, muHarare. Takazonzwa kuti munhu uyu anonzi Itai ...