MAKASIMBA here tete? Ndiri mudzimai ane makore 30 okuzvarwa uye ndine vana vaviri. Dambudziko rangu ndeiri: Mwana wangu ...
SVONDO rino tine imwe nyaya yen’anga inozviti ishasha pakuranga mbavha kuburikidza nekushandisa mishonga yekuti kana ...
MADZISHE nemadzimambo agara achiita basa guru kumatunhu akasiyana kubva pasichigare. Basa ravo rinosanganisira ...
SVONDO rino tine imwe nyaya, iyo inoburitsa pachena kuti veruzhinji vanoda dzidziso yakasimba yekuti vaendese varwere ...
NDANGA ndakarasika zvangu kunge bepa remaputi adyiwa nechapa ikarirasa nepahwindo rekombi kuti rinopepereke ...
SANGANO rinoona nezvekurwiswa kwekupararira kweHIV neAIDS pasi rose, reUNAIDS, rinoti muZimbabwe pari zvino mune vana ...
MAKADII tete? Ndiri mukomana ane makore 28 okuberekwa. Dambudziko rangu rakamira seizvi: Rimwe zuva ndakakwira motokari ...
MAZUVA ano pane nyaya iri kutsviriridza, inova yekuti vabereki pamwe nevarairidzi vane mvumo here yekuranga vana senzira ...
PANE pepanhau remasangano akazvimirira rakanyora musi uno kuti kubva President Mugabe vaita sachigaro wesangano ...
HANDIFARIRE kutambudzika kwevanhu, imbwa kana kiti. Ndichikura ambuya vangu vaitozviziva kuti ndakanga ndisingade ...
IMBWA HAIHUKURE SADZA TAKAKURA tichitya vanhu vakuru. Taitya vanhu vakuru kwete nekuti vairova, asi nekuti maonero avo ...
NEMUSI weChipiri svondo rino, Zimbabwe yakabatana nedzimwe nyika mukucherechedza zuva revana, reDay of the African Child.
SVONDO rino tine nyaya yakaitika pane chimwe chikoro chiri kuEpworth, yemubereki anonzi akarova mukuru wechikoro pamberi ...
NDINOTI makasimba here Tete Chipangamazano? Ini ndiri musikana ane makore 19 ekuberekwa. Dambudziko rangu rakamira ...
IMBWA HAIHUKURE SADZA HUMWE huranda hunonetsa nekuti vari mahuri vanohuda. Mazuva ano vechidiki vave nedambudziko ...
MAZUVA ano vanhu vazhinji vari kuchema-chema pamusoro pekuraswa kuri kuitwa tsika nevana vari kuyaruka pamwe nevanhu vakuru.
SVONDO rino tine imwe nyaya iri pamusoro pemumwe murume wekuCentenary, kudunhu reMashonaland Central, uyo ari kuzviti ...
IMBWA HAIHUKURE SADZA PANE mumwe mukadzi wandakaona achirova mwana wake nekuti mwana uyu akanga apunza bhodhoro. ...
IMBWA HAIHUKURE SADZA NHAIWE, kufunga kwako mumakore makumi mashanu ari kutevera, nyika yeZimbabwe ichange yave nevanhu ...
SVONDO rapira takaburitsa nyaya mbiri dzemabasa akaipa zvikuru anoitika munharaunda dzatinogara. Nyaya idzi dzaiva ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey