NDINODZOKA zvakare kutsika nemagariro echivanhu, tsika nemagariro andinombotsoropodza pano pana Kuziva Mbuya Huudzwa ...
ZIMBABWE ndiyo nyika iri pamusoro-soro panyaya dzedzidzo kana kuti ye“literacy rate” muAfrica yose. Zvirango zvoupfumi ...
SVONDO rino tine dzimwe nyaya dzinorovesa hana pamwe nekush amisa, kuti chokwadi zvinhu zvakadai zviri kuitika here ...
NOMUSI weMugovera uno Zimbabwe iri kupemberera zuva rekuzvarwa kwemutungamiri wenyika, President Mugabe. Pazuva iri, ...
UNOZIVEI? Zvimwe zvinhu haasi mashura. Inguva zhinji kwazvo dzandinonzwa vanhu vapenyu vachinzi nevamwe – “Aah munoreva ...
NYANZVI dzezvechivanhu dzinoti kuripa ngozi nembwa zvinotenderwa sezvo mweya wemufi uri iwo unotsanangura maripirwo ...
HURUMENDE yeZimbabwe iri kutora matanho akawanda akananga kuchengetedza kodzero dzevanhukadzi pamwe chete nevanasikana. ...
NDAKANGA ndisingambozvibvuma kuti chokwadi ndakanga ndiri mumwe wevanhu vatatu vakanga vatorwa kuti vatange basa ...
MAZUVA ano pane nyaya iri kutsviriridza zvikuru iyo iri pamusoro pekuti vana vechikoro vopihwa makondomu here kana kuti ...
ZIMBABWE iri kushingaira zvakanyanya kusimudzira kodzero dzemwanasikana, zvikuru muchikamu chedzidzo, kuti awane mukana ...
YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) ...
HAZVISI zvokurwisana izvi, asi kutora rupawo rwamadzitateguru pane vanhu vane misoro yazara pfungwa namaitiro enyika ...
KUNA tete, Ndiri murume ane makore 30 ekuberekwa, ndakaroora uye ndinogara nemhuri yangu kumusha. Tete, ndinokumbirawo ...
MAZUVA ano kufambiswa kwemashoko kwave nyore zvichitevera kuuya kwenzira dzakasiyana dzakaita sedandemutande ...
KANA mukuwasha odanana namai vemukadzi zvekusvika pakuita vana, kuda bonde kwacho ratove dhimoni. Atezvara voti, ...
NYIKA yeZimbabwe inozivikanwa zvikuru mukuva nemukurumbira munyaya dzedzidzo muAfrica nepasi rose. Vanotaura vanoti ...
PWERE dzine mutambo wadzinoita vakaita denderedzwa. Anenge ari mukati anenge achiimba achiti: Amai ndakanaka, amai! Amai ...
NYAYA dzokubatwa kwevanasikana navakomana chibharo dzawanda. Sokuzvitaura kwatakamboita, vazhinji vanobhinywa nevanhu ...
MUMAGARIRO evanhu, kune vamwe vanoda kutora mutemo vachiuisa “muhomwe dzavo” sekutaurwa kwazvinoitwa. Asi pakupedzisira ...
KUNE nzira dzatinofamba nadzo dzinouraya. Dziriko nzira dzekuti vamwe vari kufamba madziri havafe, asi vamwe ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright