NGUVA iye yepagore inenge yakamirirwa nevanhu vakawanda yezororo reKisimusi neGoredzva yazosvika.
GORE rino, pavana vakanyora bvunzo dzeGrade 7 dzeZimbabwe School Examinations Council (Zimsec), vazhinji vavo ...
HURUMENDE inoti iri kutora matanho akananga kuona kuti vanobata chibharo kana kuita chingochani varangwa zvakaomarara ...
SVONDO rapfuura ndakatambira tsamba mbozha yaibva kuna amai Tsitsi Togara mugari womuHarare, vakange vachikurudzira ...
Ernest Muchena VATYAIRI vakawanda vanowira muna taisireva votongwa nemhosva yekutyaira zvisina hanya. Vamwe vacho ...
MUZIMBABWE mune tsika nemagariro izvo zvakagara zvichitevedzwa kubvira kare-kare. Izvi ndizvo zvinogona kunzi nemumwe ...
SVONDO rino tine imwe nyaya yemhuri yekwaNenguwo, kuMarondera, iyo inoti yakaviga mushakabvu nemari inosvika US$450 asi ...
KUNA tete Ndiri mukadzi ane makore 59 ekuberekwa. Dambudziko rangu rakadai: Ndainge ndakaroorwa uye ndigere zvakanaka. ...
CHIMWE chezvikonzero zvinouyira vanhu kuchechi kuti vakwenywe pari kuvavava. Vanhu vazhinji havasisina hama neshamwari ...
ZIMBABWE inyika yagara iine mukurumbira munyaya yedzidzo muAfrica yose sezvo iriyo iri pamusoro pakugona kuverenga pamwe ...
NYAYA dzekusavimbika muwanano dzagara dzinonetsa. Pane zvikonzero zvakasiyana-siyana zvinoita kuti murume kana mukadzi ...
KUOMA kwehupenyu muZimbabwe ave mazino embwa chaiwo! Dhora harisi kubatika zvekuti nyangwe ukakweretesa munhu dhora ...
PANE chirevo chinoti, “Munhu akakumbira hove usamupe asi kuti mupe chirauro agokwanisa kuzviraurira hove oga mune ramangwana.”
CHAVE chisionekwi umhandara hwaamai! Pandinogaroona mamiriro aita motokari yomumwe mutungamiri webato rinopikisa, ...
MAZUVA ano kune kusagadzikana kwezvinhu muzvimwe zvikoro zviri kumativi mana enyika nekuda kwenyaya dzevana kana ...
SVONDO rino tine imwe nyaya inoti kuvhundutsa pamwe nekusuwisa, inove yevamwe vanhukadzi vekudunhu raShe Matsiwo, ...
HANDISHAMISIKE nekushaikwa kwechokwadi nekusanzwirana tsitsi kwatekeshera munyika. Vanhu havasisiri vanhu, asi dzave ...
MAZUVA ano vabereki vakawanda vari kuchema-chema kuti vana varasa tsika dzechivanhu uye havasisina rukudzo kuvanhu ...
VAKURU vane chirevo chinoti, “Chawawana batisisa mudzimu haupe kaviri”, icho vazhinji vanozofunga nezvacho apo vanenge ...
SVONDO rino tine dzimwe nyaya mbiri idzo dzinogona kunge dziine chekuita nekushandiswa kwemishonga yakaipa, nyaya dzekuromba.
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>