naWedzerai Nhemachena KANA ronda rikarega kurapwa nguva ichipo, rinony’enga rokura, pangava pagumbo, paruoko kana papi ...
CHIRWERE cheCovid-19, icho chinokonzerwa nehutachiona hwecoronavirus, chiri kuramba chichipararira muZimbabwe uye ...
naWedzerai Nhemachena MUKUKURA kwedu tiri kumaruwa, tainzwa kuti kune varoyi. Asi taiudzwazve kuti varoyi vane nzara ...
SVONDO rino Hurumende yakatora matanho ekusimbaradza chirongwa chekuti veruzhinji vasangofambe-fambe asi kuti vagare ...
CHIRWERE cheCovid-19 chashungurudza vanhu pasi rose.
NEMUSI weMugovera wadarika, mutungamiri wenyika President Mnangagwa vakazivisa matanho matsva pamwechete negwara rave ...
MWAKA wekutengeswa kwefodya wakatanga nemusi weChitatu svondo rino uye wakasiyana zvikuru nemamwe makore adarika nekuda ...
ZIMBABWE, sedzimwe nyika dzakawanda, pari zvino iri mushishi yekurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 icho ...
ZIMBABWE iye zvino yapinda padanho rechipiri — Level 2 lockdown – rekurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 icho ...
KUSVIKA nemusi weChipiri svondo rino, muZimbabwe maonekwa vanhu 28 vaine chirwere cheCovid-19 mushure mekunge ...
NEMUSI weMuvhuro svondo rino, vanhu vemuZimbabwe vakapinda musvondo rechitatu kubva pavakatanga chirongwa chekuti ...
naWedzerai Nhemachena KANA vanhu mumusha varasa tariro, vanotendeukira kuna Mwari nokuti kune vanhu hakuna chavo. ...
VANHU vemuZimbabwe vapinda musvondo rechipiri vatanga chirongwa chekugara mudzimba kwemazuva 21 nedonzvo rekuedza kumisa ...
MUTUNGAMIRIRI wenyika President Mnangagwa nemusi weChishanu chadarika vakatura mashoko anokosha zvikuru apo vakati ...
NYAYA yechirwere checoronavirus kana kuti Covid-19 icho chavamowo muZimbabwe uye kusvika pari zvino chauraya munhu ...
CHIRWERE checoronavirus kana kuti COVID-19 chiri kuramba chichitekeshera nepasi rose kubvira pachakatanga kuChina kupera ...
NDAKAMUKA ndikatarisa nguva. Kunze kwakanga kwave kuda kunoyedza, bhazi renguva rakanga rave kuteremuka kubva mugomo ...
Zvakanaka kuti zvibude pachena kuti munhu haasi Mwari, nokudaro munhu anokanganisa kakawanda.
Kana pakaita shumba iri kutenderera munzvimbo yaunogara, vanhu vemunzvimbo iyoyo havarambe vachiita zvinhu semazuva ese. ...
Zimbabwe nemusi weSvondo wadarika yakabatana nedzimwe nyika dzepasi rose mukucherechedza zuva rekukosha kwevanhukadzi, ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright