Mumwe murume nemukadzi vanoroja pane imwe imba kuUnit K, kuChitungwiza, vakatambwa yakasadharara nerimwe tsotsi, iro ...
Varume vonyepera rufu vachida mari yechema.
Sangano reLivelihoods and Food Security Programme, Market Development (LFSP-MD) rosimudzira varimi vadiki kuburikidza ...
Muhamed Komboni ari kwaMutare MUKOMANA anogara kuHobhouse, kwaMutare, akamiswa mudare reko achipomerwa mhosva ...
Muchaneta Chimuka MUDZIMAI wekuEpworth – uyo akarasikirwa nemaziso ose nekuda kwegomarara uye anoita basa rekupemha ...
VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...
Munyaradzi Gunduza MAKORE apfuura, kusanganisira gore rino ra2019, takanga takanyanya kunangana nezvidzo zveuvaranomwe ...
SVONDO rino tine nyaya inoshamisa pamwe nekukahadzisa zvikuru — nyaya yemumwe mwanakomana ane makore 21 okuberekwa ...
MAKUVA anodarika 30 ari kunzi akafukunurwa, marangwanda evashakabvu ndokusara ave pamhene kuEpworth.
MUDZIMAI anogara kuNkulumane, muguta reBulawayo, akasiya vanhu vaive mudare vasisina neremuromo apo akati mwanakomana ...
SVONDO rapera takaburitsa nyaya inosuwisa zvikuru yeharahwa inonzi yakapondwa nehama dzayo kuMasvingo ichipomerwa kuti muroyi.
Kingstone Mapupu DARE rasabhuku wekwaMambo Negomo, kuChiweshe, harina kuzopera zvakanaka mushure mekunge pamuka ...
KAMBANI yeDesignetics iri kuvandudza nekurerutsa nzira dzekudzidza dzinoshandisa chizvino-zvino.
Hazel Marimbiza ari kuESIGODINI “MAPURISA, mapurisa! Ndauya kuzosiya nyoka yangu yeraki iyi kwamuri, ini yava ...
Kingstone Mapupu CHEMBERE yekwaMurehwa iyo yaidyara chibage ichibatsirana nevanhu vemaricho yakabereka tsoka kutiza ...
Munyaradzi Gunduza TINOENDERERA mberi nekupedzisa nzira dzinoshandiswa nevatema kuti vakunde vachena muhondo yeChimurenga.
Tadiwa Nyatanga-Pfupa SANGANO reNational AIDS Council (NAC) rinozivisa vanhu vose vari kutora mishonga yemaARVs nevamwe ...
Gamuchirai Muzanenhamu MUMWE mudzimai akachema-chema mudare achiti ari kudzingwa pamba nasekuru vemurume wake ...
Mhinduro yesvondo rapera:
MANEJA weArsenal, Unai Emery, otsigira Mesut Ozil kuti asaterere mashoko ekumushoropodza ari kubva kuGermany ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey