Zvakanangana Nemadzimai

7 years ago | March 10, 2017

Nyama yemombe ine muto

SVONDO rino Mai Rosyline Mandebvu vekuBudiriro 5, muHarare, vanotsanangura mamwe mabikirwo enyama yemombe ine muto.

Madzimai abva kure

NEMUSI weChitatu uno, pasi rose vanhukadzi vakacherechedza zuva rakavakoshera zvikuru, zuva reInternational Women’s Day. ...

7 years ago | March 3, 2017

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Munyori weKwayedza — VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi ...

7 years ago | February 24, 2017

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Munyori weKwayedza — VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi ...

7 years ago | February 17, 2017

Mufushwa une dovi

MUFUSHWA wemunyemba kudya kunovaka muviri kubva pasichigare uko kwaiita kuti vakuru vekare vagare vakagwinya uye ...

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Munyori weKwayedza — VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi ...

7 years ago | February 10, 2017

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Munyori weKwayedza — VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi ...

Mamwe mabikirwo emachipisi

MACHIPISI kudya kunofarirwa neveruzhinji, zvikuru apo vanenge vari parwendo kana kuti vachitandara mudzimba ...

7 years ago | February 3, 2017

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Munyori weKwayedza VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza ...

‘Shirikadzi dzine kodzerowo’

Malven Mugadzikwa VANHUKADZI — zvikuru shirikadzi — vanokurudzirwa kuti vave neruzivo pamusoro pekodzero dzavo panyaya ...

7 years ago | January 27, 2017

Zviri Mugapu  MASAMUSA kudya kwakanaka zvikuru uko kunofarirwa nevanhu vakawanda, kunyanya avo vanenge vari parwendo ...

7 years ago | January 20, 2017

Bika soseji muhovhoni

NYAMA yesoseji inonaka zvikuru kana ichinge yabikwa zvemandorokwati. Svondo rino Netsai Mhlanga wekuGweru anotsanangura ...

7 years ago | January 13, 2017

Zondo: Kudya namambo

MAZONDO emombe akabikwa nemazvo kudya kunonaka zvikuru uye anonzi anosimbisa mabhonzo emuviri. Nyama iyi inofarirwa, ...

7 years ago | January 6, 2017

Kutapira kunoita keke

VANHU vazhinji vanodhurirwa nekutenga makeke, zvikuru apo vanoronga kuita mabiko akaita seeKirisimasi, mhemberero ...

7 years ago | December 29, 2016

Spaghetti ine minzi

SVONDO rino Shamiso Mapfumo wekuMkoba 6, kuGweru, anotsanangudza mabikirwo espaghetti yakasanganiswa nenyama yemombe ...

7 years ago | December 23, 2016

Hove dzakafashaidzwa

HOVE dzikabikwa nenzira yekufashaidzwa dzinonaka zvikuru. Svondo rino Mai Itai Makwevera vekuMasvingo vanotsanangura ...

7 years ago | December 16, 2016

Zondo renguruve kunaka!

Zviri Mugapu naMuchaneta Chimuka— MAZONDO enguruve kudya kunovaka muviri sezvo maari muchinzi munowanikwa zvakaita ...

7 years ago | December 9, 2016

Kunaka kunoita nhopi

Zviri muGapu SVONDO rino Mbuya Veronica Vhurumuku (62) vekuMasvingo vanotsanangura mabikirwo enhopi yemashamba kana kuti ...

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza African Woman of the Year.

7 years ago | December 1, 2016

Kubika misoro yehuku

ZVIRI MUGAPU MISORO yehuku inyama inonaka zvikuru kana ichinge yabikwa zvine hunyanzvi zvisinei nekuti vamwe vanoti ...