Zvakanangana Nemadzimai

7 years ago | November 25, 2016

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza African Woman of the Year.

7 years ago | November 18, 2016

Musoro wembudzi kunaka!

Zviri Mugapu naMuchaneta Chimuka  NYAMA yemusoro wembudzi inonaka zvikuru uye kazhinji kacho inoda kudyiwa zvayo munhu ...

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza African Woman of the Year.

7 years ago | November 11, 2016

Imbobika huku

Zviri Mugapu na Muchaneta Chimuka NYAMA yehuku haingodi kubikwa nenzira imwe chete sekufuraya kana kuti kukanga-kanga ...

7 years ago | November 4, 2016

Nemadora: Unozodei?

Zviri Mugapu naMuchaneta Chimuka SVONDO rino VaJoseph Makonese vekuSunningdle 3, muHarare, vanotsanangura pamusoro ...

7 years ago | October 28, 2016

Bhinzi: Nakirwa iwe!

Zviri Mugapu naMuchaneta Chimuka SVONDO rino, Mai Webster Alubi vekuChitungwiza vacharondedzera mabikirwo ebhinzi, ...

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza African Woman of the Year.

8 years ago | October 21, 2016

Dzikisa sadza nekovho

SVONDO rino, Mai Chidoshashe Makumbe vekuZhombe ndivo vari kurondedzera mabikiro avanoita muriwo wekovho zvekuti ...

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza African Woman of the Year.

8 years ago | October 14, 2016

Mabikirwo embambaira

VANHU vazhinji vanofarira kudya mbambaira zvikuru, kunyanya kana vachinwira-nwira nesvutugadzike kana nemvura. Svondo ...

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Munyori weKwayedza VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza ...

8 years ago | October 7, 2016

Harurwa: Manyautsa mukanwa

Zviri Mugapu SVONDO rino Mai Takunda Chekero vekuBikita, kuMasvingo, vanorondedzera mabikirwo eharurwa, twunova ...

8 years ago | September 30, 2016

Kabhichi ‘rinofamba’ veduwe

Zviri mugapu  KUNE vamwe vanhu vanotarisira muriwo wemashizha wemakabhichi vachiti haudi kudyiwa mazuva ose. Asika, ...

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza African Woman of the Year.

8 years ago | September 23, 2016

Nakirwa nenyama yeguru

Zviri Mugapu  KANA nyama yeguru ikabikwa nemazvo, vanhu vanoita sevachazviruma minwe nekunakirwa. Svondo rino VaStanley ...

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza African Woman of the Year.

8 years ago | September 16, 2016

Nzira dzekukanga hove

Muchaneta Chimuka HOVE dzine mapuroteni anobatsira mukuvaka muviri uye kudzivirira zvirwere mumuviri.Dzikanyatsokangwa ...

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Munyori weKwayedza VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza ...

8 years ago | August 19, 2016

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

Munyori weKwayedza VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza ...

8 years ago | August 12, 2016

Mabikirwo emasoya minzi

Zviri muGapu SVONDO rino Mai Mhosva vekuGlen Norah, muguta reHarare, vanotitsanangudzira mabikirwo chaiwo emasoya minzi.