Zvakanangana Nemadzimai

3 years ago | December 3, 2020

Mufushwa wehowa

Muchaneta Chimuka MuFUSHWA wehowa kana ukabikwa nemazvo kudya kunonaka zvikuru sezvo nyanzvi dzezveutano dzichiti hune ...

Madzimai 37 000 vashungurudzwa

Kingstone Mapupu SANGANO rinorwira kodzero dzevanhukadzi, reMusasa Project, rinoti gore rino mhirizhonga dzemudzimba ...

3 years ago | November 26, 2020

Zviri mugapu: Zondo riri mubhinzi

naMuchaneta Chimuka MAZONDO mudya ndakasungwa chaiwo kana achinge abikwa zvine hunyanzvi uye muusavi uhu tinowana ...

3 years ago | November 19, 2020

Kukanga nyama yehwai

Muchaneta Chimuka NYAMA yehwai inonaka zvikuru kana ichinge yakaringwa zvemhando yepamusoro. Svondo rino Memory ...

3 years ago | November 12, 2020

Chigwaya chiri mudovi

naMuchaneta Chimuka Hove inonzi chigwaya yakaomeswa iine dovi kudya kwakanakisisa uye kunochengetedza utano nekudzinga ...

3 years ago | November 5, 2020

Zviri mugapu: Rupiza mudya ndakasungwa

naMuchaneta Chimuka NYANZVI dzezveutano dzinokurudzira veruzhinji kudya chikafu chechivanhu chakaita serupiza icho ...

3 years ago | October 29, 2020

Zviri Mugapu: Usadherere misoro yehuku

naMuchaneta Chimuka MISORO yehuku inyama inonaka zvikuru kana ichinge yabikwa zvine hunyanzvi zvisinei nekuti vamwe ...

3 years ago | October 15, 2020

Zviri mugapu: Imbonzwa manhuchu akaiswa dovi

naMuchaneta Chimuka MANHUCHU ane dovi kudya kwechivanhu kunovaka muviri pamwechete nekupamhidzira simba. Svondo rino, ...

4 years ago | October 8, 2020

Zviri mugapu: Mabumbe: Nyama pachezvayo

Muchaneta Chimuka MABUMBE kudya kunogadzirwa nemhodzi dzemanhanga kana mapudzi idzo dzinodzvurwa, dzosvinwa dzisati ...

4 years ago | October 1, 2020

Zviri Mugapu: Mamwe mabikirwo ebhinzi

BHINZI rine kudya kunovaka muviri semapuroteni uye riri nyore kubika.

4 years ago | September 24, 2020

Zviri Mugapu: Nyama yemusoro ine dovi

NYAMA yemusoro wemombe ine dovi kudya kune mapuroteni akapamhidzirwa izvo zvinoita kuti muviri ugare wakagwinya ...

4 years ago | September 14, 2020

Madzimai nevana voshungurudzika

Muchaneta Chimuka NYAYA dzemhirizhonga yemudzimba dzinosanganisira kusariritira mhuri dzinonzi dziri kuwanda munyika ...

4 years ago | September 10, 2020

ZVIRI MUGAPU: Mutakura wenyimo kunaka

NYANZVI dzezveutano dzinokurudzira vanhu kuti vapote vachidya chikafu chakaita semutakura wenyimo uyo unonzi une zvose ...

4 years ago | July 17, 2020

Orambidza mudzimai kuenda kuchimbuzi

Tendai Gukutikwa MURUME anogara muChikanga, kwaMutare, anonzi anogara akavharira mudzimai wake mumba achimushaisa mukana ...

Vana, madzimai votambudzwa

Muchaneta Chimuka SANGANO reUNFPA nevamwe vatsigiri vanoti nyaya dzemhirizhonga nedzimwe tsika dzinokanganisa magariro ...

4 years ago | July 14, 2020

Vanasikana vosimudzirwa

Muchaneta Chimuka SANGANO rinomiririra kodzero dzevasikana reShamwari Yemwanasikana rakaparura chirongwa chinodaidzwa ...

4 years ago | July 3, 2020

Kunzwisisa nezvemutemo maringe neroora muZim

Danai Chirawu NOMUSI wa12 Chikumi 2020, bepanhau reThe Herald rakanyora nyaya ine musoro unoti ‘Mutemo Mutsva Weroora’ ...

4 years ago | June 29, 2020

Vana vomitiswa

Muchaneta Chimuka MASANGANO anomirira vechidiki anoti ari kushushikana nekuwanda kwevana vari kuita pamuviri pasina ...

4 years ago | June 26, 2020

‘Lockdown’ nenguva yekutevera

Muchaneta Chimuka PANGUVA ino apo Zimbabwe iri kurwisa chirwere cheCovid-19, zvakaonekwa kuti zvakakoshawo kuti ...

4 years ago | March 27, 2020

Zvakanakira kudya makabichi

MUMURIWO wekabichi munowanikwa Vitamin C, mapuroteni uye unodzivirira kufufutirwa.