MUMURIWO wekabichi munowanikwa Vitamin C, mapuroteni uye unodzivirira kufufutirwa.
Akarooreswa guva achibva akandwa muchitokisi
Zimbabwe Gender Commission (ZGC) inoti zvakakosha kuti vana vadzidziswe nyaya dzezvepabonde vachiri kuyaruka kuitira ...
Vanhukadzi hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza African Woman of the Year.
Mumuriwo wekabichi munowanikwa Vitamin C, mapuroteni uye unodzivirira kufufutirwa.
Vanhukadzi hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza Afri- can Woman of the Year.
Nyanzvi dzezveutano dzi- nokurudzira veruzhinji kudya chikafu chechivanhu chakaita serupiza icho chinonzi chakakosha ...
Muriwo wemuboora wakakosha zvikuru kuutano hwevanhu sezvo uine Vitamin A neC uye Iron izvo zvinobatsira mukusimbisa ...
Vanhukadzi hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza African Woman of the Year.
MUFUSHWA wehowa kana ukabikwa nemazvo kudya kunonaka zvikuru sezvo nyanzvi dzezveutano dzichiti hune mavitamin neiron ...
MHODZI dzemanhanga dzakakangwa usavi hwakanaka zvikuru uye hunovaka muviri sezvo dziine mapuroteni neiron yakawanda izvo ...
VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza African Woman of the Year.
Muchaneta Chimuka TSUNGA ine dovi mudya ndakasungwa uye unokwanisa kupedza nayo mukonde wesadza kuti tsvai. Svondo rino ...
Zvirimugapu,Muchaneta Chimuka MUTETENHERWA wenzungu kudya kunokurudzirwa kubvira pasichigare nekuti kudya kune ...
Muchaneta Chimuka SANGANO rinomiririra madzimai nevarume vakafirwa nevadikani vavo uye vakarambwa kana kuti vasina ...
BHINZI kudya kunopa mapuroteni uye kuri nyore kubika. Svondo rino tiri kukaringirwa bhinzi naSusan Munemo wekuChiredzi, ...
HOWA usavi hunodiwa nevakawanda uye kudya kune mapuroteni ayo anodiwa pakuvaka muviri nekubatsira mukudzivirira ...
NYAMA yetoki mudya ndakasungwa chaiwo uye haingokaringwa bedzi mupoto asi kuti inogona kuitwa zvekugochwa kuitira kuti ...
USAVI hwerwatata kudya namambo uye nyama iyi ine kudya kunodiwa nemuviri kunosanganisira iron iyo inosimbisa mapfupa ...
Munyori weKwayedza VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright