Zvitsva

2 months ago | February 28, 2024

Mutumbi wemwana wowora muchipatara

Tendai Gukutikwa CHIPATARA cheHauna District Hospital chinonzi chakachengeta chitunha mumochari yange isiri kushanda ...

Ronda rekurumwa nekamba roramba kupora

Kingstone Mapupu MURUME anoita basa rekukorokoza goridhe wekwaSabhuku Kamutomasi, kwaMambo Chitsungo, kuUzumba, anoti ...

2 months ago | February 25, 2024

Makore 54 mujeri aba mombe  

Kingstone Mapupu MBAVHA yaive yarura nekuba mombe kuLalapanzi kwaChirumhanzu, kuMidlands inonzi yakatongerwa kugara ...

2 months ago | February 23, 2024

Mutyairi abirwa, ndokuvharirwa mu’sleeping bag’

Hazel Chitepo MUMWE mutyairi wegonyeti rekambani iri mubhizimisi rekutakura zvinhu nguva pfupi yadarika akarasikirwa ...

2 months ago | February 22, 2024

‘Imbwa yakanaka kudarika munhu’

Kingstone Mapupu BISHOP weimwe chechi iri kuDzivaresekwa Extension, muHarare — uyo ari mubhizimisi rekuuchika imbwa ...

Ondurirwa kurumwa nekuitirwa madororo neshiri

Kingstone Mapupu MURUME anogara kuEpworth – asi kumusha achibva kwaMambo Tangwena, kuNyanga – anoti haana rugare nekuda ...

2 months ago | February 21, 2024

‘Vechidiki siyai zvinodhaka’

Kingstone Mapupu ZVIZVARWA zveZimbabwe neChitatu chino zvabatana mukupemberera zuva revechidiki reNational Youth Day uye ...

Abatwa aine misoro 5 yeshumba

Yeukai Karengeza MURUME wekuMasvingo, uyo akawanikwa aine misoro mishanu yeshumba yakaomeswa inokosha US$100 000, ...

2 months ago | February 17, 2024

Amai ndinokudai amai, dai musirimi: Musungwa

Kingstone Mapupu MURUME ane makore 26 okuberekwa anobva kwaKazangarare, kuHurungwe – uyo ari kupika jeri paHarare ...

2 months ago | February 16, 2024

Zvitsva munyaya yevana 4 vawanikwa vakafira mumotokari

Kingstone Mapupu MAPURISA  eZimbabwe Republic Police (ZRP) vari kuferefeta nyaya yevana vana (4) vemumusha weHopley, ...

2 months ago | February 15, 2024

‘Vale’ yaTinotenda Katsande ari mujeri

Phillipa Mukome-Chinhoi MUIMBI ane mukurumbira mumusambo wechitendero – Tinotenda Katsande (31) – uyo ari kupika jeri ...

2 months ago | February 13, 2024

Mambo Saunyama vadzika mitemo . . .

. Vorambidza kutengeswa kwemichero yesango . Machechi haachatenderwa kukwira makomo . Hembe tsvuku munguva yekunaya ...

2 months ago | February 11, 2024

Muzukuru aponda ambuya (94) achivati muroyi

Kingstone Mapupu CHEMBERE yekuShurugwi, kuMidlands, inonzi yakapondwa nemuzukuru wayo ichipomerwa kuti inoroya. Nyaya ...

2 months ago | February 10, 2024

Aimbova tsotsi okaringa tunonaka kujeri

Phillipa Mukome-Chinhoi MURUME ari kupikira mhosva yekuba pajeri reHarare Remand Prison anoti ari kudzidza zvakawanda ...

2 months ago | February 9, 2024

Vafumoona rusero rune matumbu mambishi nechuma pachivanze

Kingstone Mapupu MUNYAYA inonetsa kunzwisisa, vagari vepane imwe imba iri kuKuwadzana 5, muHarare, nemusi weChitatu ...

Baba vanhumburisa mwanasikana . . . hanzi ‘tinodanana’

Danisa Masuku MURUME ane makore 51 ekuberekwa anogara kuHeaney Junction, kuUmguza, mudunhu reMatabeleland North – uyo ...

2 months ago | February 7, 2024

Yekukecha vakadzi vevanhu yamuzvimbira . . . Omera makwati ...

Kingstone Mapupu MURUME wekwaSabhuku Dzambire, kwaSvosve, kuMarondera – uyo pari zvino ari kugara kuMt Hampden – amera ...

Musandirase, nditambireiwo kana ndobva kujeri: Oscar Pambuka

Kingstone Mapupu AIMBOVA mushamarari ane mukurumbira wepanhepfenyuro pamwe nepaterevhizheni – Oscar Pambuka – uyo ari ...

2 months ago | February 5, 2024

Agumburwa nekurukwa kwemudzimai ndokuisira mwana (2) muchetura

Arron Nyamayaro MWANA wemakore maviri okuberekwa ari kurwira upenyu hwake ari muchipatara mushure mekuisirwa muchetura ...

Mbavha yadyiswa huku mbishi, zvese nemakushe ayo

Chidochashe Kossam BASA roga-roga rine tsekwende dzinowanikwa mukuriita . . . kana dai rehumbavha. Mbavha yehuku ...