Kingstone Mapupu MURUME ane makore 39 ekuberekwa wekudunhu raMambo Nemangwe, kuGokwe anonzi akapondwa nekutemwa-temwa ...
Kingstone Mapupu MAKORORO mashanu ange arura nekupaza dzimba achiba zvinhu zvakasiyana-siyana kuGweru akasungwa izvo ...
Thupeyo Muleya NYAYA yevakadzi vaviri vemuZimbabwe vachangobva kusungwa kuSouth Africa kuMpumalanga vachipomerwa mhosva ...
Luthando Mapepa MUMWE murimi wekuChipinge nemusi weChina chino akarasikirwa zvakanyanya zvichitevera mombe dzake nomwe ...
Muchaneta Chimuka VAGARI vemuChitungwiza vorumbidza zvakanyanya chirongwa chemutungamiriri wenyika chekucheresa ...
Munyori weKwayedza MVURA zhinji inotarisirwa kunaya munzvimbo dzakawanda dzenyika kwemazuva manomwe — kubva nhasi ...
MURUME ane makore 35 okuberekwa wekuMagunje kuHurungwe, kudunhu reMashonaland West akafa nemusi weSvondo wadarika ...
Kingstone Mapupu MURUME wekwaMambo Chireya, kuGokwe anonzi akabaiwa nebanga ndokufa nemukomana waakange abvunza kuti sei ...
Liberty Dube MURUME wekuChipinge ane makore 28 okuberekwa akarova mwana ane makore matatu nebadza zvakaipisisa zvakaita ...
Kingstone Mapupu MURUME ane makore 24 okuberekwa wekuMberengwa anonzi akafa mushure mekurwiswa nevamwe varume vaviri apo ...
Tendai Gukutikwa MHURI yekwaChigodora kwaMambo Zimunya, kwaMutare iri kukandirana makobvu nematete nemumwe wemumhuri iyi ...
Muchaneta Chimuka VARWERE avo vakapihwa mibhedha pachipatara cheChitungwiza Central Hospital vakasara vaine nyemwerero ...
‘9 days’ achirara nechitunha chemurume wake Kingstone Mapupu MUDZIMAI wemumusha weStoneridge muHarare akaita ...
Kingstone Mapupu CHEMBERE yekwaNhakiwa, kwaMutoko, iri kurarama upenyu hwekuchengetwa nevatorwa uye dzimwe nguva ...
GORE ra2023 rasvika kwamvura yacheka makumbo uye Kwayedza inokupai dzimwe dzenhau dzayakaburitsa idzo dzakaita ...
Kingstone Mapupu MURUME anogara mumusha weEast View Phase 21 kuCaledonia, kuRuwa – uyo akatora muporofita kuti ...
Munyori weKwayedza SANGANO reZimcare Trust riri kuita mabasa makukutu ekusimudzira raramo yevana vanorwara nepfungwa ...
Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) vekuGlen Norah, muguta reHarare, vari kuferefeta nyaya ...
Kingstone Mapupu SANGANO rinomiririra vanasikana, reShamwari Yemwanasikana, rabatana neUNESCO nemapazi eHurumende ...
Kingstone Mapupu HAMA dzevanhu vaviri avo vakapondwa kunzvimbo yemabhizimisi yeMkoba 14 neMkoba 16, kuGweru, nemusi wa4 ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>