CHISHONA CHAKANAKA

30 Mar, 2018 - 00:03 0 Views

Kwayedza

* * *

Lenin Makunike, Zimre Primary School, 7754 Zvobgo Rd, Zimre Park – 1 muzukuru; 2. dohwe; 3. rusero; 4. mutswi; 5. hombarume.

* * *

Tarisai naRopafadzo – 1. muzukuru; 2. dohwe; 3. rusero; 4. mutswi; 5. hombarume.

* * *

Morebie Bomba, Muguta Secondary School, Epworth – Chirungurira chirwere ukasataura unofa nacho.

* * *

Sammantha Teguru, Mahusekwa, Chihota – Mwana asingachema anofira mumbereko.

* * *

ZVEKUITA SVONDO RINO:

Mavara akakanyaniswa aya anovaka mazwi anoreva chinhu.

Uchishandisa rubatsiro rwemazwi anotsanangura akapihwa, ronga mavara akakanyaniswa kuti areve chinhu.

  1. argaw – munhu anotya zvikuru
  2. astmi – munhu asinganzwe zvachose
  3. ndhunu – musha wemago
  4. food – munhu asingagone muchikoro
  5. uyomir – anokuvadza vanhu vakarara nemishonga

* * *

Mhinduro svondo rinouya.

. Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>