CHISHONA CHAKANAKA

0

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana patrick.shamba@zimpapers.co.zw. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

* * *
MHINDURO DZESVONDO RAPERA:
Tsvaga izwi riri muchikwata “A” woribatanidza neriri muchikwata “B” kuti ugadzire izwi idzva.
“A”. gava, mashamba, pfunha, mhuka, mbuya, tsvimbo
“B”. mbuya, muderere, rume, huru, nzou, mwedzi
Mhinduro: gavamwedzi, mashambanzou, pfunhambuya, mhukahuru, mbuyamuderere, tsvimborume
* * *

ZVAKABVA KUVANA
Precious M. Sigauke, Nebarwe Primary School, Bikita, 0776 247 843 – 1. gavamwedzi; 2. mashambanzou; 3. mhukahuru; 4. tsvimborume; 5. pfunhambuya; 6. mbuyamuderere.
***
Thelma R. Makazaaaaa – Chikwata A mhuka; Chikwata B huru.
Cleopatra Mupariwa, Maseko, Epworth – 1. gavamwedzi; 2. mashambanzou; 3. pfunhambuya; 4. mbuyamuderere; 5. tsvimborume; 6. mhukahuru.

Marvellous Mupariwa, Grade 7 Yellow, Makomo Primary, Epworth – 1. gavamwedzi; 2. mashambanzou; 3. pfunhambuya; 4. mbuyamuderere; 5. tsvimborume; 6. mhukahuru.

Mind Tafara Mupariwa, Grade 2 Purple, Domboramwari Primary, Epworth – 1. gavamwedzi; 2. mashambanzou; 3. pfunhambuya; 4. mbuyamuderere; 5. tsvimborume; 6. mhukahuru.

Baba Cleopatra Mupariwa, Maseko, Epworth – Kukurukura hunge wapotswa.
Tawananyasha Mukaka, Glen View 8 Primary School, Harare – 1. gavamwedzi; 2. mashambanzou; 3. pfunambuya; 4. mhukahuru; 5. mbuyamudere; 6. tsvimborume.

Tadiwanashe Mukaka, Glen Norah 2 High – Tsuro haipone rutsva kaviri.
Chiwashira Primary School, Centenary, 0771 500 643 – 1. gavamwedzi; 2. mashambanzou; 3. pfunhambuya; 4. mhukahuru; 5. mbuyamuderere; 6. tsvimborume.

Lister Nyahuku, Mutanda Primary School, Mutare – 1. gavamwedzi; 2. mashambanzou; 3. pfunhambuya; 4. mhukahuru; 5. mbuyamuderere; 6. tsvimborume.

Lamion Chiuta, kwaChiko Ushewekunze – 1. gavamwedzi; 2. mashambanzou; 3. pfunhambuya; 4. mhukahuru; 5. mbuyamuderere; 6. tsvimborume.

Prosper Kambeni – 1. gavamwedzi; 2. mhukahuru; 3. mashambanzou; 4. pfunhamuderere; 5. mbuyambuya.
Chitare Tawanda, Dangamvura – 1. gavamwedzi; 2. ashambanzou; 3. pfunhambuya; 4. mhukahuru; 5. mbuyamuderere; 6. tsvimborume.

Hazvinei Shanga, Bindura – 1. gavamwedzi; 2. mashambanzou; 3. pfunhambuya; 4. mhukahuru; 5. mbuyamuderere; 6. tsvimborume.

Paul Zuye, Highfield – 1. gavamwedzi; 2. mashambanzou; 3. pfunhamwedzi; 4. mhukahuru; 5. mbuyamuderere; 6. tsvimborume.

Precious Murego, Grade 7B, Chiumbu Primary, Gokwe – 1. bveni; 2. mabura; 3. imbwe; 4. demo; 5. hamba;
Brighton Bond Matikinyidze, Dema – 1. gavamwedzi; 2. mashambanzou; 3. pfunhambuya; 4. mhukahuru; 5. mbuyamuderere; 6. tsvimborume.

0713 234 221 – Chinokanganwa idemo kwete muti wakatemwa.
0776 213 479 – Murombo haarovi chine nguvo.

Cleopatra Mupariwa, Maseko, Epworth – 1. gavamwedzi; 1. mashambanzou; 2. pfunhambuya; 3. mbuyamuderere; 4. tsvimborume;

Chiwashira, Primary School, Centenary – 1. gavamwedzi; 2. mashambanzou; 3. pfunhambuya; 4. mhukahuru; 5. mbuyamuderere; 6. tsvimborume.

Knowledge Soko, Ayrshire Mine, Banket – 1. gavamwedzi; 2. mashambanzou; 3. pfunhamuderere; 4. mhukahuru; 5. mbuyamuderere; 6. tsvimborume.

Britney Manatsa, Lincolin Primary School, Kadoma – Tsuro inorohwa negwenzu rayo.
0718 629 582 – Chakatanga ndochaka chenjedza chigere mutoro wamambo.

Ndini Isheanesu Kwashira, Trojan Mine Primary School, Bindura – 1. gavamwedzi; 2. mashambanzou; 3. pfunhambuya; 4. mhukahuru 5. tsvimborume; 6. mbuyamuderere.

ZVEKUITA SVONDO RINO:
Tsvaga izwi riri muchikwata “A” woribatanidza neriri muchikwata “B” kuti ugadzire izwi idzva.
“A”. rova, mubva, mubva, manyautsa, musika, mbira, mashamba
B. ndiripo, dzakondo, mukanwa, vanhu, nzou, maropa, mbira
* * *
Mhinduro svondo rinouya.
Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007

Share.

About Author