CHISHONA CHAKANAKA

0

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana patrick.shamba@zimpapers.co.zw. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.
* * *
MHINDURO DZESVONDO RAPERA:
Tipe mazita ezvinhu izvi:
1. Musoro wakagerwa vhudzi rese . . . (baravara/muparavara/zuda)
2. Rimwe zita remvere . . . (mambava)
3. Pakabva zino panonzi pane . . . (vende)
4. Kuve pamusoro pemvura kwechinhu . . . (kuyangarara)
5. Zvihutsi zvichena zvinoonekwa mangwanani mumapani nemunzizi . . . (mhute)
* * *
ZVAKABVA KUVANA:
Yolanda Nunu, Gilston Secondary School – 1. zuda; 2. bvudzi; 3. vende; 4. kuyangarara; 5. mhute.
* * *
Charity Bingwani, Grade 5B, Jonas Primary School, Seke, Chitungwiza – 1. muparavara; 2. makushe; 3. vende; 4. kuyangarara; 5. mhute.
* * *
Tapiwanashe Dube, Makasi Primary School, Mapanzure, Masvingo – 1. musuva; 2. garagwa; 3. gwara; 4. dikita; 5. hoto.
* * *
Trevor Mutero, Mandevhana, Murombedzi, 0775 487 430 – 1. zuda; 2. makushe; 3. vende; 4. kupapamara/kuyangarara; 5. mhute.
* * *
Tawanda Chitare, Dangamvura, Mutare – 1. musvuvu; 2. vhudzi; 3. vende; 4. kupapamara; 5. mhute.
* * *
Tawanda Chitare – Mhanza zvinoreva kuita chinhu uchikanganisa kanganisa.
* * *
0771 698 047 – Tsapata zvinoreva rukukwe
* * *
Brenda Ncube, Dzivaresekwa 5 Primary School, Harare – 1. muparavara; 2. makushe; 3. vende; 4. chayangarara; 5. mhute.
* * *
Nelson Sireu, Chitungwiza – 1. zuda; 2. makushe/mambava; 3. vende; 4. kuyangarara; 5. mhute.
* * *
Gift Bomba, Makomo Primary School, Epworth – 1. baravara; 2. makushe; 3. vende; 4. kuyangarara; 5. mhute.
* * *
0777240545 – 1. zuda/musvuvu; 2. mambava; 3. vende; 4. kuyangarara; 5. mhute/dova.
* * *
Makanaka Matare, Grade 3 Blue, Tamuka Primary School, Seke Chitungwiza – 1. musvuwu; 2. makushe; 3. vende; 4. kuyangarara; 5. mhute.
* * *
Juliat Jongwe, Gotora High School, P.O Box 451, Buhera – 1. musvuyu/musvuu/zuda;
2. vhudzi/manhenga; 3. vende/nyada; 4. ?; 5. mhute.
* * *
Lucia Mavhunga, Sohwe Secondary School, Mount Darwin – Mamwe mazita maviri emimba ndeanoti pamuviri kana kuti nhumbu.
* * *
0778 502 157 – 1. musuva; 2. garahwa; 3. ?; 4. ziya/dikita; 5. chigogodza.
* * *
Dexter Betserayi, Canterbury School, Grade 7, Harare – Ngano dzinotibatsirei uye dzinodzidzisei?
* * *
John Angirai Chisipite, Hre – 1. zuda; 2. makushe; 3. vende; 4. chamunyurududu; 5. mhute.
* * *
0777 240 545 – 1. zuda/musvuvu; 2. mambava; 3. vende; 4. kuyangarara; 5. mhute/dova.
* * *
Tildah Chibaya, Nyamhunga 2, Kariba – 1. musuva; 2. karabwa; 3. gwara; 4. dikita; 5. ziya.
* * *
0773 804 670 – 1. zuda; 2. makushe; 3. vende; 4. kuvangara; 5. mhute.
* * *
Gomera, Eastview, Harare – 1. muparavara; 2. ma; 3. vende; 4. kuyangarara; 5. mhute.
* * *
0784 013 825 – Chii chinonzi musambo wemutauro?
* * *
0785 159 073 – 1. mhanza; 2. vhudzi; 3. vende; 4. mhute.
* * *
ZVEKUITA SVONDO RINO:
Tipe mazita ezvinhu izvi:
1. Chikanda chichena chinosiiwa nenyoka . . .
2. Rimwe zita refuriramudenga . . .
3. Hari kana kuti chikari chidiki chinobikirwa muriwo . . .
4. Zvidzvanga zvinoita paganda remunhu anonyanya kudziya moto . . .
5. Vhudzi remuhuro meshumba hono . . .
* * *
Mhinduro svondo rinouya.
. Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007

Share.

About Author