CHISHONA CHAKANAKA

0

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana patrick.shamba@zimpapers.co.zw. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

* * *

MHINDURO DZESVONDO RAPERA:

Taura kuti kuchema kana kuti ruzha rwemhuka neshiri idzi kunonzi kuita sei.

  1. Imbwa ino. . . (gwauta/hukura)
  2. Mombe ino. . . (kuma)
  3. Shumba ino. . . (dzvova)
  4. Jongwe rino. . . (kukuridza)
  5. Tseketsa ino. . . (kekedza/kekeredza)

* * *

ZVAKABVA KUVANA:

0782 398 374 – Chawawana batisisa mudzimu haupe kaviri.

* * *

Akudzwe Mambondiani, Grade 2, Mutukwa Primary School, Mutare – 1. hukura; 2. kuma; 3. dzvowa; 4. kukuridza; 5. sekesera

* * *

Kingdom Zvomunya – Chawawana batisisa mudzimu haupe kaviri.

* * *

0773 499 938 – 1. imbwa inohukura; 2. mombe inokuma; 3. shumba inoomba; 4. jongwe rinokukuridza; 5. tseketsa inosekesera.

* * *

Talent Mudekunye, Masvingo – Chawawana batisisa mudzimu haupe kaviri.

* * *

Tinovimba Mukumba, Grade 3, St Lukes Primary, Rusape – 1. inohukura; 2. inokuma; 3. inodzvova; 4. rinokukuridza; 5. inokerekedza.

* * *

Gordon Nanjito, Jamaa, Mutoko – Chawawana batisisa mudzimu haupi kaviri.

* * *

Charity Bingwani, Grade 5B, Jonas

Primary School, Seke, Chitungwiza – 1. hukura; 2. kuma; 3. dzvova; 4. kukuridza; 5. kekedza.
* * *
0779 321 800 – 1. imbwa inohukura; 2. mombe inokuma; 3. shumba inohomba; 4. jongwe rinokukuridza; 5. tseketsa inotseketsera.
* * *
Danai Chikuvanyanga, ECD A, Chitsvedemo Primary School, Seke – 1. inohukura; 2. inokuma; 3. inodzvova; 4. rinokukuridza; 5. inokekedza.
* * *
Mai Patrick Sango, Warren Park – 1. hukura; 2. kuma; 3. dzvowa; 4. kukuridza; 5. kerekedza.
* * *
Chitaz Tawanda, Mutare – 1. hukura; 2. kuma; 3. ino dzvova; 4. rino kukurudza; 5. inosekesera.
* * *
Brenda Ncube, Grade 7, Dzivaresekwa 5 Primary School, Harare – 1. ino hukura; 2. kuma; 3. dzvova; 4. kukuridza; 5. kekeredza/sekesera.
* * *
0715 793 240 – Chawawana batisisa mudzimu haupe kaviri.
* * *
Deonalee mwashita – 1. hukura; 2. inokuma; 3. inodzvova; 4. rinokukuridza; 5. inokekedza.
* * *
Munemo G, Chawanda Primary, Mt Darwin. – 1. hukura; 2. kuma; 3. dzvova; 4. kukuridza; 5. kekedza.
* * *
0715 012 660 – Chawawana batisisa mudzimu haupe kaviri.
* * *
Milly Pride Mapinyi, Chitungwiza – 1. imbwa inohukura; 2. mombe inokuma; 3. shumba inowomba/dzvova; 4. jongwe rinokukuridza; 5. tseketsa inokereketsa.
* * *
Nokutenda Mulasheki – 1. imbwa inoukura; 2. mombe inokuma; 3. shumba inodzvova; 4. jongwe rinokukuridza; 5. tseketsa inokekeredza.
* * *
Romana Chitsidzo Jambwa, Godfrey Huggins Primary School, Marondera – 1. hukura; 2. kuma; 3. dzvova; 4. kukurudza; 5. kekedza.
* * *
Elder B, Unit N, Chi-town – 1. hukura; 2. kuma; 3. dzvova; 4. kukurudza; 5. kekedza.
* * *
0773 048 372 – Chawawana batisisa mudzimu haupe kaviri.
* * *
Chenai Hwenjere, Wheatlands Farm, Gutu – 1. kuhukura; 2. kukuma; 3. kudzvova; 4. kukuridza; 5. kusekesera.
* * *
Nicholas Hwaire, Tatoraivhu School, Gutu – 1. kuhurura; 2. kukuma; 3. kudzvova; 4. kukuridza; 5. kusekesera.
* * *
Tanaka Shumba, Grade 5 – Pasi petsoka panonzii chii?
* * *
0778 198 109 – Chawawana batisisa mudzimu haupe kaviri.
* * *
Gilbert Kachidza, 0773 401 865 – 1. imbwa inohukura; 2. mombe inokuma; 3. shumba inodzvova; 4. jongwe rinokukuridza; 5. tseketsa inokekeredza.
* * *
Sophia Sakupwanya, Grade 6, Mutanda Primary School, Mutare – 1. hukura; 2. kuma; 3. dzvova; 4. kukuridza; 5. kekeredza.
* * *
Gwevere, Nyamhunga Gvt Primary School, Kariba – Mudzimu haupe kaviri.
* * *
Tondore, Murombedzi, – Chawawana batisisa midzimu haipe kaviri.
* * *
Kudzi Mambo, Grade 5, Epworth Primary School – Chawawana batisisa mudzimu haupe kaviri.
* * *
0778 198 109 – 1. hukura; 2. kuma; 3. dzova; 4. kukuridza; 5. kekeredza.
* * *
Felistus Mukumba, Rusape, – Chawawana batisisa mudzimu haupe kaviri.
* * *
Lazarus Tondore, Murombedzi, – 1. hukura; 2. inokuma; 3. dzvova; 4. kukuridza; 5. kekedza.
* * *
Simbiso Mabhiza, 0777 240 545 – Mudzimu haupe kaviri.
* * *
Innocent Hwaire, Gutu – Chawawana batisisa mudzimu haupi kaviri.
* * *
Simbiso Mabhiza, 0777 240 545 – 1. hukura; 2. kuma; 3. dzvova; 4. rinokukuridza; 5. kerekera.
ZVEKUITA SVONDO RINO:
Tiudze rimwe zita rezvinhu zvinotevera:
1. Bipito
2. Meno
3. Rupasa
4. Njera
5. Bvupa
6. Dede
* * *
Mhinduro svondo rinouya.
Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007

Share.

About Author