CHISHONA CHAKANAKA

0

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw  kana patrick.shamba@zimpapers.co.zw. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

* * *

MHINDURO DZESVONDO RAPERA:

Tiudze rimwe zita rezvinhu zvinotevera:

  1. Bipito (bendekete)
  2. Meno (mazino)
  3. Rupasa (bonde/rukukwe)
  4. Njera (zviyo/rukweza)
  5. Bvupa (godo/bondo)
  6. Dede (bveni/gudo/mutiro)

ZVAKABVA KUVANA:

Brenda Ncube, Grade 7, Dzivaresekwa 5 Primary School, Harare – 1. bendekete; 2. mazino; 3. rukukwe/mhasa/bonde/nhovo; 4. mhunga/zviyo; 5. bhonzo; 6. gudo

* * *

Sarudzai Dube, St Charles Secondary School – bipito – 1. masaramusi; 2. meno – mazino; 3. rupasa – nhovo, rukukwe; 4. njera – mbeva; 5. bvupa – bhonzo; 6. dede – bveni – gudo.

Nelson Sireu, Chitungwiza  – 2. mazino; 3. rukukwe; 4. mhunga; 5. bonzo; 6. gudo.

Pfachapfacha, Karoi  – 1. bipito – pfudzi; 2. meno – mazino; 3. rupasa – rukukwe; 4. njera – zviyo; 5. bvupa – bonzo; 6. dede – gudo.

0773 190 557 – 1. mbendekete; 2. mazino; 3. rukukwe.

Jane Chinongoza, Chin’ombe 1 Sec School, Gutu – 1. bendekete; 2. mazino; 3. bonde; 4. chimera; 5. bhonzo; 6. godo; 7. gudo.

Nyaradzo Bridget Maburuse, Chin’ombe 1 Sec School, Gutu – 1. bendekete; 2. mazino; 3. bonde; 4. chimera; 5. bhonzo; 6. gudo.

0784 500 704 – 2. mazino; 3. rukukwe; 5. godo; 6. gudo.

Standreck Matienga, Sunningdale – Dende.

Tadiwanashe Machila Norton – 1. inohukura; 2. inokuma; 3. inodzvova; 4.  rinokukuridza; 5. inokekedza;

Akudzwe Mambondiani, Mutukwa Primary School, Mutare – 1. bendekete; 2. mazino; 3. bonde; 4. zviyo; 5. godo; 6. gudo.

Kuwana Thomas, 0773987983 – 1. papiro; 2. zino; 3. rukukwe; 4. koroni; 5. godo; 6. bveni.

0774 706 627 – 1. bendekete; 2. mazino; 3. bonde; 4. zviyo; 5. bonzo; 6. gudo.

0779 969 125  – Chawawana batisisa mudzimu haupi kaviri.

0784 021 913 – Dende.

Dende – Beatrice Zvihwati.

Kingdom Zvomuya, Msasa Park, Harare – Dende/matende.

Pfachapfacha, Karoi – Dende.

Phantom Chinongoza – Dende.

Munashe Chinongoza – Dende.

Noah Reno, Mutare – Inzwi rekuti matende riri muzvizhinji, riri rimwe chete rinonzi matenda.

Dende – Tawana Mundenda, Dudley Hall Primary, School.

  1. Kabvura – 1 bipito; 2. meno – mazino; 3. rupasa – rukukwe; 4. njera – mhunga; 5. bvupa – godo/bonzo; 6. gudo – bveni.

Maureen Munetsi, Chindunduma High – 1. hukura; 2. kuma; 3. dzvova; 4. kukuridza; 5. kekedza.

0771 263 691 – Dende.

* * *

ZVEKUITA SVONDO RINO:

Tiudze rimwe zita rezvinhu zvinotevera:

  1. Besa
  2. Sanhu
  3. Nhekwe
  4. Guti
  5. Ibwe

* * *

Mhinduro svondo rinouya.

. Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007

Share.

About Author