CHISHONA CHAKANAKA

0

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw  kana patrick.shamba@zimpapers.co.zw. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

* * *

MHINDURO DZESVONDO RAPERA:

Tipe rimwe zita rinoreva zvakafanana neiri:

  1. wisa – donhedza
  2. vata – rara
  3. pfeka – simira
  4. bura – bvisa
  5. bura – mbambaira

* * *

ZVAKABVA KUVAVERENGI:

Lawrence Tom, Waterfalls Mainway – 1. hunza; 2. rara; 3. pfeka; 4. bvisa; 5. bura.

* * *

Tawananyasha Chemura, Grade 3, Zengeza 4 Primary  – 1. demo; 2. muduri; 3. paguyo; 4. mugango; 5. mugwaku.

* * *

Tawz Chitare, Dangamvura  – 1. donhedza; 2. raira; 3. simira; 4. mbambaira; 5. pakura.

* * *

0774 132 584  – 1. demo; 2. muduri; 3. guyo; 4. chiwenda; 5. chigwaku.

* * *

Sean Nenyasha, Chipindura Primary, Bindura  – Izwi rinoreva mavovo.

* * *

Lawrence Tom, Waterfalls Mainway  – Ndima zvoreva kuita basa.

* * *

ZVEKUITA SVONDO RINO:

Tipe rimwe zita rinoreva zvakafanana neiri:

  1. ipwa –
  2. bvupa –
  3. nhumbi –
  4. kweva –
  5. sasa –

Mhinduro svondo rinouya.

. Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007

Share.

About Author