CHISHONA CHAKANAKA

30 Nov, 2018 - 00:11 0 Views

Kwayedza

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: [email protected]  kana [email protected]. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

* * *

MHINDURO DZESVONDO RAPERA:

Tipe sungawirirano inoenderana nezita riri kutsanangurwa nechipauro.

  1. mombe – hadzi
  2. gudo – gadzi
  3. gomo – refu
  4. gango – guru
  5. rima – dema

ZVAKABVA KUVAVERENGI:

Patience Bvumo, Chionana School, Marondera – 1. mombe – hadzi; 2. gudo – gadzi; 3. gomo – refu; 4. gango – guru; 5. rima – dema

Senzeni Mapango, Ushewekunze –1. hadzi; 2. gadzi; 3. refu; 4. guru; 5. dema

Ba Ta Mgosvongwe, Honde Valley – 1. mombe – hadzi; 2. gudo – gadzi; 3. gomo – refu; 4. gango – guru; 5. rima – dema.

Gilbert Kachidza, Kapotesa Primary School, Mudzi  – 1. mombe – hadzi; 2. gudo – gadzi; 3. gomo – refu; 4. gango – guru; 5. rima – dema.

Flincerose Nyamandwe, Hauna, Honde Valley  –  1. hadzi; 2. gadzi; 3. refu; 4. guru; 5. dema.

0774 730 803  –  1. mombe – hadzi; 2. gudo – gadzi; 3. gomo – refu; 4. gango – guru; 5. rima – dema.

Lawrence Tom, Mainway, Waterfalls. – 1. mombe – hadzi; 2. gudo – gadzi; 3. gomo – refu; 4. gango – guru; 5. rima – dema.

Brenda Nyatsika, Hatcliffe, Borrowdale  –  1. mombe – hadzi; 2. gudo – gadzi;3. gomo – refu; 4. gango – guru; 5. rima – dema.

Nyaradzo Maburuse, Form 3E, Chingombe 1 Sec School  – 1. hadzi; 2. gadzi; 3. refu; 4. guru; 5. dema.

Trymore Chinongoza, Form 3E, Chingombe 1 Sec School  – 1. hadzi; 2. gadzi; 3. refu; 4. guru; 5. dema.

Jane Chinongoza, Form 3W, Chingombe 1 Sec School  –  1. hadzi; 2. gadzi; 3. refu; 4. guru; 5. dema.

Raviro Chinongoza, Form 3E, Chingombe 1 Sec School  –  1. hadzi; 2. gadzi; 3. refu; 4. guru; 5. dema.

Perceival Chinongoza, Grade 7, Chingombe Primary School  –  1. hadzi; 2. gadzi; 3. refu; 4. guru; 5. dema.

Munashe Chinongoza, Grade 6, Chingombe Primary School  – 1. hadzi; 2. gadzi; 3. refu; 4. guru; 5. dema.

Phantom Chinongoza, ECD B, Chingombe Primary School  –  1. hadzi; 2. gadzi; 3. refu; 4. guru; 5. dema.

Anesu Mutsvara, Grade 6, Chingombe Primary School  –  1. hadzi; 2. gadzi; 3. refu; 4. guru; 5. dema.

Polite Chinongoza, Grade 7, Chingombe Primary School  –  1. hadzi; 2. gadzi; 3. refu; 4. guru; 5. dema.

0773 648 074 – 1. mombe – hadzi; 2. gudo – gadzi; 3. gomo – refu; 4. gango – guru; 5. rima – dema.

Mike Kavhai, Grade 3, Tsakare Primary School, Mt Darwin  –  1. mombe – hadzi. 2. gudo – gadzi; 3. gomo – refu; 4. gango – guru; 5. rima – dema.

Ndini Princess Mapfumo, St Peter Claver Primary  –  1. mombe – hadzi; 2. gudo – gadzi; 3. gomo – refu; 4. gango – guru; 5. rima – dema.

Sashar Mutingwende, Zvavahera Primary School, Gutu  –  1 mombe – hadzi;  2. gudo – gadzi; 3. gomo – refu; 4. gango – guru; 6. rima – dema.

Godknows Muyambo paKambuzuma  –  1. mombe – hadzi; 2. gudo – gadzi; 3. gomo – refu; 4. gango – guru; 5. rima – dema.

ZVEKUITA:

Tipe sungawirirano inoenderana nezita riri kutsanangurwa nechipauro.

  1. mago – dema/matema 2. chingwa – chijena/chichena 3. zai – hombe/huru
  2. nzeve – refu/efu 5. ndebvu – ndefu/refu

* * *

Onai mhinduro svondo rinouya.

. Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey