CHISHONA CHAKANAKA

14 Dec, 2018 - 00:12 0 Views

Kwayedza

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: [email protected]  kana [email protected]  Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

* * *

MHINDURO DZESVONDO RAPERA:

Tipe sungawirirano inoenderana nezita riri kutsanangurwa nechipauro.

  1. gumbeze – diki
  2. bhodho – hombe
  3. bhazi – guru
  4. munda – murefu
  5. gava – jena

* * *

ZVAKABVA KUVAVERENGI:

Lovejoy Jion, Budiriro 2 – 1. gumbeze – diki; 2. bhodho – hombe; 3. bhazi – guru; 4. munda – murefu; 5. gava – jena.

* * *

Lister Nyahuku, Mutanda Primary, School, Mutare – 1. gumbeze – diki; 2. bhodho – diki; 3. bhazi – guru; 4. munda – murefu; 5. gava – jena.

* * *

Lawrence Tom, Waterfalls, Mainway – Kuziva mbuya hunge waudza.

* * *

Tawanda Chitare, Dangamvura, Mutare – 1. diki; 2. hombe; 3. guru; 4. murefu; 5. jena.

* * *

Misheck Zhiwawu, Grade Three Green, Budiriro 4 Primary, Harare – 1.gumbeze – diki; 2. bhodho – hombe; 3. bhazi – guru; 4. munda – murefu; 5. gava – jena.

* * *

0772 547 019 – Kutemura kudya sadza risina chokusevesa.

* * *

Lister Nyahuku, Mutanda Primary School, Mutare – 1. gumbeze – diki; 2. bhodho – diki; 3. bhazi – guru; 4. munda – murefu; 5. gava – jena.

* * *

Gloria Nyatsika, New Life Academy, Hatcliffe, Harare – 1. gumbeze – diki; 2. bhodho – hombe; 3. bhazi – guru; 4. munda – murefu; 5. gava – jena.

* * *

Moreblessing Bomba, Epworth – Kuziva mbuya hunge waudzwa.

* * *

Primrose Goromondo, Mutasa, Gweru – 1. diki; 2. hombe; 3. guru; 4. murefu; 5. jena.

* * *

Sibanda Gerry, DV, Mutare – 1. gumbeze – diki; 2. bhodho – hombe; 3. bhazi – guru; 4. munda – murefu; 5. gava – jena.

* * *

0771 193 789 – Chawawana batisisa mudzimu haupe kaviri.

* * *

0772 627 410 – 1. gumbeze – diki; 2. bhodho – hombe; 3. bhazi – guru; 4. munda – murefu; 5. gava – jena.

* * *

Man’ombe Canisio, Highfield, Harare – 1. gumbeze – diki; 2. bhodho – hombe; 3. bhazi – guru; 4. munda – murefu; 5. gava – jena.

* * *

Faith Tadiwanashe Mandiyanike, Grade 7B, Pafiwa Mutasa Primary School, Mutasa – 1. gumbeze – diki; 2. bhodho – hombe; 3. bhazi – guru; 4. munda – murefu; 5. gava – chena.

* * *

0774 494 927 – Kuziva mbuya hunge waudzwa.

* * *

Annitah Pamellah Teguru, Sunningdale, Harare – 1. diki; 2. hombe; 3. guru; 4. murefu; 5. jena.

* * *

ZVEKUITA:

Nyora mazwi anoreva zvakafanana neaya:

  1. pfira –
  2. zanda –
  3. kweva –
  4. mera –
  5. gwande –

* * *

Onai mhinduro svondo rinouya.

. Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.

* * *

 

Mhinduro svondo rinouya.

. Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>