CHISHONA CHAKANAKA

0

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw <mailto:kwayedza@zimpapers.co.zw> kana patrick.shamba@zimpapers.co.zw <mailto:patrick.shamba@zimpapers.co.zw>. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

* * *
MHINDURO DZESVONDO RAPERA:

Tiudze zvinoitwa nezvinhu izvi:

Doma chisiri chepo apa:

  1. Munyemba, muboora, madora, munyevhe, mutsunga (madora)
  2. Nhoro, hwai, ngwarati, mhembwe, bimha (hwai)
  3. Huku, gora, hwata, gondo, hurekure (huku)
  4. Mutohwe, mutsubvu, musasa, mutamba, muroro (musasa)
  5. Zviyo, chibage, tsenza, mapfunde, mupunga (tsenza)

* * *

ZVAKABVA KUVAVERENGI:

Clement Makwara, Grade 7D, Jonas Primary School, Seke – 1. madora; 2. hwai; 3. huku; 4. musasa; 5. tsenza

* * *

0775 219 317 – 1. madora; 2. hwai; 3. huku; 4. musasa; 5. mupunga.

* * *

0773 648 074 – 1. madora; 2. hwai; 3. huku; 4. musasa; 5. tsenza

* * *

Mike, Magobo Village, Mushonganzou – 1. madora; 2. hwai; 3. huku; 4. musasa; 5. chibage.

* * *

Marlon Mupinga, Epworth – 1. madora; 2. hwai; 3. huku; 4. musasa; 5. tsenza.

* * *

By Tawanda Chitare, Mutare paboka – 1.  madora; 2. hwai; 3.  huku; 4. musasa; 5. tsenza.

Adran Mushonga in Murewa – 1. madora; 2. hwai; 3. gora; 4. musasa; 5. tsenza.

* * *

Pride Ruvinga, Basira Primary School, Murambinda – 1. madora; 2. hwai; 3. huku; 4. musasa; 5. tsenza.

* * *

Tafadzwa Nyanjera, Shamva – Pane chariuraya zizi harifi nemhepo kana kuti chando.

* * *

Charity Bingwani, Jonas Primary School, Seke Chitungwiza – 1. madora; 2. hwai; 3. huku; 4. musasa; 5. tsenza.

* **

Patrick Sango, Warren Park – 1. madora; 2.  hwai; 3. huku; 4. musasa; 5 tsenza.

* * *

Nenyasha Dzinamarira, Rukunguhwe School, Mrehwa. – 1. zviriporipotyo; 2. nzvengamutsvairo.

* **

ZVEKUITA:

Tipe vana vemhuka idzi:

  1. Tsuro pfumburukwa –
  2. Mombe njuma isina muswe –
  3. Nzou yachembera –
  4. Huku yakarasirirwa –
  5. Gudo rekupfuya –
  6. Garwe radya munhu –
  7. Mhungu ine huturu –
  8. Shiri yemugwenga –
  9. Imbwa ine chimbwamupengo –
  10. Mbeva inogara mubako –

* * *

Onai mhinduro svondo rinouya.

Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.

* * *

Mhinduro svondo rinouya.

Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007

 

Share.

About Author