Kwayedza
Vana ava vaitambira pamvura ine tsvina yesuweji iyo yaierera kuMatapi Flats, kuMbare, muHarare, nemusi weChishanu chino vachiisa utano hwawo panjodzi yekubatwa nezvirwere zvakaita secholera. Makanzuru ari kukurudzirwa kupedza matambudziko akaita sekushomeka kwemvura yekunwa neyekushandisa mumabasa epamba, kusatakurwa kwemarara nekumisa masuweji anongoyerera muvanhu.