Duramazwi

13 Jun, 2014 - 00:06 0 Views

Kwayedza

MUTAMBO — IZVI zvinogona kuve zviitiko zvakasiyana-siyana zvinoitwa nechinangwa chekufadza vazhinji kana kuti mabiko anoitwa kufarira kukunda kana zvimwewo, zvakaita sezuva rekuzvarwa kwemunhu. Mutambo zvakare chinogona kuve chiitiko chinoitwa, chichibva mubhuku, vamwe vakatarisa kana muti makwikwi akaita sebhora anoitwa nemapoka akasiyana.

Share This:

Sponsored Links