Duramazwi

17 Jun, 2016 - 00:06 0 Views

Kwayedza

GONA – Ichi chidende chomushonga chinoshandiswa nen’anga kana kuti bako guru rakadzika rinokwanisa kuhwanda vanhu. Gona zvinorevawo zvakare kugona kuita chinhu munhu chaanenge anzi aiite.ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti mwena. Mumwena munogara zvinhu zvakaita senyoka, mbeva, masvosve, makurwe, marize netumwe tupuka twakangowanda. Dzimwe dzemhinduro dzevaverengi ndeidzi:

Mwena kana guru. – Bledza, Kwekwe.

Mwena. – 0772 233 497.

Mwena. – Ellen Yananai, Mhondoro.

Guru. – Ernest Jasi, Bloomingdale.

Mwena. – 0715 090 879.

Imwena. – Sweden Wesile, Highwood, Concession.

Inonzi guru. – Moleen Tagwasha.

Mwena – Chris Tee, Ruwangwe, Nyanga.

Mwena – Matumba Makotsviro Kaponda, Mutoko.

Mwena kana musimha. – 0783 487 974.

Guru. – 0774 129 242, Domboshava.

Guru. – Matambo, Murombedzi.

Mwena. – P. Zandawa.

Mwena. – T. Chidzana, Kadoma.

Guru. – Collen Dambaza.

Rinonzi guru. – Mai Tawana, Chi-town.

Unonzi mwena. – 0778 488 164.

Mwena. – Tanatswa Nyamuzuwe, Charehwa, Mutoko.

Zuru. – Roy Collin Karikoga, Chi-town.

Guru. – Moby.

Guru. – J. Murombo, Nyamhunga T/Ship, Kariba.

Mwena. – Livingstone Manatsa, Eastview, Harare.

Mwena. – Lovemore Kurangarira, Chisipite.

Mwena. – Mai Casey.

Mwena. – Virginia Tomu, Family 24, Norton.

Guru. – Fadzai Gunda, Harare.

* * *

Musango munowanikwa michero yakasiyana-siyana. Mufananidzo uyu mumwe wemichero yemusango. Tiudze kuti chii? Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007. Onai mhinduro svondo rinouya.

 

 

 

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey