Duramazwi

29 Jul, 2016 - 00:07 0 Views

Kwayedza

KAKUKUKAENDERA – Iyi inzira yekuba zvipfuyo mumatanga maviri, mozoketa mombe dzenyu muchitora nemombe yavamwe imwe chete panguva imwe chete. Izvi zvinogona zvakare kureva mhuka inotevera munhu wose wose.MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti guru. Dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvaverengi:

Guru. – Moreblessing Bomba, Muguta Secondary School, Epworth.

Guru. – Cde Chats Tichatonga, Chinhoyi.

Guru. – Mai Zakire Bhandawe, Mhondoro-Ngezi.

Iguru. – Nherea 1, Ruwa.

Guru. – Dumisani Matambo, Murombedzi.

Guru. – 0783 141 029.

Mwena. – 0734 411 232.

Guru. – Ellen Yanani Mungate, Bloomingdale.

Musingwi. – Madzibaba Seedwell, Chi-town

Guru. – Petros Zinyoro, Cranborne.

Duta. – Shingie Kanoguya, Chiwaridzo, Bindura.

Guru. – Livingstone Manatsa, Eastview, Harare.

Guru. – Zabina Simango.

Guru. – Mai James, Goromonzi.

Guru. – 0778 837 091.

Guru. – Virginia tomu, Family 24, Norton.

Musingwi. – 0715 257 074.

Guru. – Mishelle Madzikatire.

Guru. – Mrs Biggy Barwe, Gandanzara, Rusape.

Guru. – 0773 092 388.

Guru. – 0773 092 388.

Guru. – 0783 725 158.

Guru. – Chamela Chinyani, Whitecliffe.

Guru. – L. Petro, Bindura.

Guru. – 0774 635 871.

Guru. – R. Nkoma, Murehwa.

Muguru. – Robert James, Goromonzi.

Guru. – Brenda Ncube, Mutoko.

Guru. – Nobert Kachasu, Mvurwi.

Guru. – Sir Garsie, Mutoko.

Guru. – Baba Estos, Bindura.

Muguru. – Chamunorwa Sirireta, Bindura.

Muguru. – Sonny Saidi, Chipadze, Bindura.

Guru. – 0773 190 646.

Guru/musingwi. – Rufus, Jerera, Zaka.

Iguru. – Fasto kwaMachipisa.

* * *

Mumusoro mehuku, kunyanya memajongwe kana kuti machongwe, mune chinyama chitsvuku sezviri pamufananidzo wejongwe uyu. Chinyama ichi chine zita rachinoshevedzwa naro. Chinonzi chii?

. Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007. Onai mhinduro svondo rinouya.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>