Fembera-Fembera Tione!

0

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti mutambi watakaburitsa papeji rino – uyo akaita mukurumbira zvikuru munyika muno munyaya dzemadhirama achibuda paterevhizheni aine mumwe mutambi zvakare aive nyanzvi asi ava mushabvabvu mumakore ekuma1970 nekuma1980 – ndiani.
Mhinduro ndeinoti SUSAN “MAI RWIZI” CHENJERAI uyo aiekita pamwe chete nemushabvu Safirio “Mukadota” Madzikatire.
Hedzinoi mhinduro dzakabva kuvamwe vaverengi:
Susan Chenjerai — Raphel Kavande, Karoi.
Katarino — Kaneka Kundai Mpata, Chinhoyi.
Susan Chenjerai Mai Rwizi — Awesa Sita, Zengesa 5.
Susan Chenjerai Mai Mukadota — C. Jirengwa, Manresa Park, Hre.
Susan Chenjerai Mai Rwizi mudzimai waSafiriyo Mukadota — Jonas Kumbani, Dzivarasekwa.
Cathrine/Katarina — 0775 264 914.
Katarina — Mai Tinashe, Mutoko Centre.
Katarina — Smart Chanetsa, Firhill Estates, Trelawney.
Mai Sorobhi mukadzi waMukadota — 0774 122 638.
Gonyeti — 0779 937 795.
Susan Chenjerai — Brain, DZ Ext, Harare.
Charity Charamba — 0772 504 344.
Susan Chenjerai Mai Rwizi — 0774 754 162.
Amai Rwizi Susan Chenjerai — Mai Kelvin, Chitown

Share.

About Author