Fembera-Fembera Tione!

0

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambi wemadhirama — uyo akaita mukurumbira makore adarika asi ava mushakabvu uye akashaya mugore ra2000 — ndiani.
Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti mugoziva mutambi uyu.
Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Share.

About Author