Fembera-Fembera Tione!

0

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mukadzi uyu – uyo anova muzvinhabhizimisi ane mukurumbira munyika muno uye akambopinda mumakwikwi eBig Brother Africa (BBA) zvekare pari zvino ane nyaya dziri kumatare edzimhosva dzekurambana nemurume wake – ndiani.
Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti mugoziva kuti uyu ndiani.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Share.

About Author