Fembera-Fembera Tione!

0

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu — uyo ave mushakabvu asi aive nemukurumbira munyika muno nemusambo weSungura ndokuimba nziyo dzinosanganisira “Bhebhi Rakanaka” na”Mushandi NdiMambo” uye asvitsa makore 20 ashaika — ndiani.
Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti mugoziva muimbi uyu.
Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Share.

About Author