Fembera-Fembera Tione!

27 Feb, 2015 - 00:02 0 Views
Fembera-Fembera Tione!

Kwayedza

fembera
VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti munhu watakaburitsa papeji rino ndiani. Takati munhu uyu muimbi ane mukurumbira uye achiita zvemadhirama zvakare. Mhinduro chaiyo ndeinoti EDITH WEUTONGA KATIJI. Hezvino zvimwe zvakatumirwa navamwe vaverengi:
NdiMercy Johnson. – 0774 230 067.
* * *
NdiEdith Weutonga. – 0773 194 843.
* * *
Muimbi uyu anonzi Edith Weutonga. – Milca Chabikwa.
* * *
NdiLissy. – 0779 578 874.
* * *
NdiAmara Brown. – 0775 273 004
* * *
NdiPaChihera. – 0782 676 399.
* * *
Uyu ndiDhudhu Manhenga. – 0772 350 875.
* * *
NdiZondi. – 0779 685 115.
* * *
NdiBeata Mangeta. – 0716 170 539.
* * *
NdiChipo akaekita naGrigo. – 0718 142 649.
* * *
Selma Mtukudzi. – 0777 905 427.
* * *
Ndifirimoni wepaGringo. – 0773 523 354.
* * *

Share This:

Sponsored Links