Fembera-fembera tione!

21 Jun, 2014 - 16:06 0 Views
Fembera-fembera tione!

Kwayedza

femberaVAVERENGI tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti munhu uyu, uyo anove muimbi ane mukurumbira ndiani. Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti muzive kuti uyu ndiani. Vaverengi gumi vekutanga vachatumira mhinduro dzavo uye vakagona kuti muimbi uyu ndiani vachazviwanira maCD edambarefu idzva remuimbi iyeyu.
Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti: +263 0714 200 007. – MUPEPETI.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey