Fembera Fembera Tione!

0

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi ane mukurumbira mumusambo wechitendero uyo akavambawo rimwe remasangano anorwira kodzero dzevanasikana ndiani.

Mhinduro chaiyo ndeinoti NYARADZO MASHAYAMOMBE uyo akavamba sangano rinonzi TAG A Life.

Hedzinoi mhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi:

NdiBethany muimbi uyo. – Waston, Hatcliffe, Harare.

* * *

Munhu uyu ndiBount Lisa. – Thaboy.

* * *

NdiLady Squanda. – 0774 541 670.

* * *

NdiFungisai Zvakavapano Mashavave. – Primrose, 0715 119 662.

* * *

NdiMai Charamba. – 0714 805 313.

* * *

NdiNyaradzo Mashayamombe. – Chrispen Chikonzo, Chikanga, Mutare.

* * *

NdiFungisai Zvakavapano Mashavave. – Viper.

* * *

Sabastin Magacha. – 0776 346 596.

* * *

Muimbi uyu ndiFungisai Zvakavapano. – 0775 271 122.

* * *

NdiNyarai Mashayamombe. – 0773 413 300.

* * *

Muimbi uyu ndiBetty Makaya. – Mafevuke.

* * *

NdiNyaradzo Mashayamombe. – 0774 743 379.

* * *

 

Share.

About Author