Fembera-fembera tione!

24 Jul, 2014 - 09:07 0 Views
Fembera-fembera tione!

Kwayedza

CHIHERA 009VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti munhu, uyo anove muimbi ane mukurumbira, watakaburitsa papeji rino ndiani.
Takati zvakare pane paDVD mashanu nemaCD mashanu emuimbi uyu achahwinhwa nevaverengi gumi vekutanga vachatumira mhinduro dzavo uye vakagona kuti muimbi uyu ndiani.

Mhinduro yaidiwa ndeinoti PAMHIDZAI “PAH CHIHERA” TRACY MBIRIMI.

Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi:
Muimbi uyu anonzi Pah Chihera. – Mrs J Marimo New Tafara, 0773 939 056.
* * *

Muimbi uyu ndiPah Chihera. – 0778 488 164.
* * *

PaChihera. – 0782 497 267.
* * *

Muimbi uyu ndiPachihera. – Melinda Shayamombe, 0774 185 488.
* * *

Muimbi ndiPah Chihera. – 0773 953 774.
* * *

Pah Chihera. – 0737 043 363.
* * *

Muimbi ndiPachihera. – 0736 622 056.
* * *

Muimbi ndiPaa Chihera. – 0772 958 309.
* * *

Muimbi uyu anonzi Tracy Pamidzai Mbirimi “Par Chihera” – Mrs Juliet Marimo, 0773 939 056.
* * *

Muimbi uyu anonzi Pa Chihera. – Decent Moyo, 0779 704 341.
* * *

Munhu uyu ndiPah Chihera. – 0772 212 088.
* * *

NdiBounty Lisa. – 0783 366 339.
* * *

Muimbi uyu ndiPah Chihera. – 0715 112 905.
* * *

Anonzi Nellie Banda. – 0774 336 507.
* * *

Muimbi uyu ndiPar chihera – 0713 215 699.
* * *

Amarah Brown. – 0771 096 301.
* * *

Munhu ari muKwayedza ndiPah Chihera. – 0772 843 140.
* * *

NdiBeveley Sibanda. – Martin Kuora, Murombedzi.
* * *

Amara Brown. – 0734 535 559.
* * *

Munhu uyu ndiPokello. – 0777 016 688.
* * *

Muimbi uyu ndiCindy. – Tinei Nadzo.
* * *

NdiAmara Brown. – Beauty Sachinda Mutare
* * *

Muimbi uyu ndiDiana Samkange. – Richard Mukwedzi, Harare.

Share This:

Sponsored Links