Kwayedza
VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti mutambi wemafirimu nemadhirama watakaburitsa papeji rino uyo anova chizvarwa chemuZimbabwe zvakare aine mukurumbira pasi rose – pari zvino ari kugara kuUnited States – ndiani.
Mhinduro chaiyo ndeinoti DANAI GURIRA.
Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kune vamwe vaverengi:
NdiJuwero – Paddy A.K.A Boss Yalla Jr Outta, Zengeza 1, Chitungwiza.
Danai Gurira – Sabs-ent PRO
Danai Gurira – 0776 159 336.
Danai Gurira – Mai Chamawonde, Chisipite.
Tinopona Katsande – Mary Charuma, Harare.
Vimbai – John Tarusenga, Chisipite.
Danai Gurira – Promise “Baba Zenzo” Murumbi, Mzinda paMatai.