Fembera-Fembera Tione!

0

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu – uyo anova shasha yemusambo weChimurenga – ndiani.

Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti mugoziva muimbi uyu.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Share.

About Author