Fembera-Fembera Tione!

0

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi watakaburitsa papeji rino – uyo anove chizvarwa chemuZimbabwe aine mukurumbira mumusambo wemusanganiswa wetraditional music newechitendero, achigara kuUnited Kingdom uye akabura dambarefu rinonzi Ngiyakhumbula nguva yadarika – ndiani.

Mhinduro ndeinoti BUSI MHLANGA.
Hapana kana muverengi mumwe akakwanisa kuziva muimbi uyu.
Hedzinoi mhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi vaviri chete.

Sandra Ndebele – Nyadawa Padenje, Uzumba.
Sandra Ndebele – Sam Zinyemba, Kuwadzana Extension.

Share.

About Author